Dheuteronomi 9:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Yeuka uye usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabva munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, manga muchingopandukira Jehovha.+ 2 Madzimambo 17:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 VaIsraeri vairamba vachiita zvinhu zvisina kururama kuna Jehovha Mwari wavo. Vakaramba vachivaka nzvimbo dzakakwirira mumaguta avo ese,+ kubva kunharire kusvika kuguta rakakomberedzwa nemasvingo.*
7 “Yeuka uye usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabva munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, manga muchingopandukira Jehovha.+
9 VaIsraeri vairamba vachiita zvinhu zvisina kururama kuna Jehovha Mwari wavo. Vakaramba vachivaka nzvimbo dzakakwirira mumaguta avo ese,+ kubva kunharire kusvika kuguta rakakomberedzwa nemasvingo.*