RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Timoti

      • Kunyengeterera vanhu vakasiyana-siyana (1-7)

        • Mwari mumwe chete, murevereri mumwe chete (5)

        • Rudzikinuro runoenzanirana nevanhu vese (6)

      • Kurayirwa kwevarume nevakadzi (8-15)

        • Kupfeka zvinoratidza kuva nemwero (9, 10)

1 Timoti 2:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/1996, p. 20

1 Timoti 2:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:44
  • +Jer 29:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2020, p. 15

    Nharireyomurindi,

    5/1/1996, p. 20

    9/15/1993, p. 15

    11/1/1990, p. 12

1 Timoti 2:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jud 25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, pp. 319-320

1 Timoti 2:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 45:22; Mab 17:30; VaR 5:18; 1Ti 4:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 47

    Kukurukurirana, pp. 319-320

1 Timoti 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:4; VaR 3:30
  • +VaH 8:6; 9:15
  • +1VaK 11:25
  • +Mab 4:12; VaR 5:15; 2Ti 1:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 27

    Nharireyomurindi,

    12/15/2008, pp. 13-14

    2/15/1991, p. 17

    12/15/1989, p. 30

    8/15/1989, pp. 30-31

1 Timoti 2:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vakasiyana-siyana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 20:28; Mk 10:45; VaK 1:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 27

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 142-143

    Nharireyomurindi,

    6/15/2011, p. 13

    4/15/1999, p. 12

    7/15/1997, pp. 6-7

    6/15/1992, pp. 5-6

    2/15/1991, pp. 13, 17

    8/15/1989, p. 31

    Utatu, p. 15

1 Timoti 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 9:15
  • +VaG 2:7, 8
  • +VaG 1:15, 16

1 Timoti 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 141:2
  • +Jak 1:20
  • +VaF 2:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2002, p. 19

    11/15/1992, p. 23

1 Timoti 2:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinoremekedzeka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 3:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 52

    Ramba Uri Murudo rwaMwari, pp. 65-66

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2016, pp. 16-17

    Nharireyomurindi,

    6/1/2015, p. 9

    2/15/2009, pp. 20-21

    5/1/2005, p. 29

    12/1/2003, p. 22

    8/1/2002, pp. 17-18

    8/15/1992, p. 14

    6/1/1991, p. 30

    8/15/1988, pp. 17-18

    “Rudo rwaMwari,” pp. 56-57

    Kuda kwaJehovha, chidzidzo 8

    Vechiduku Vanobvunza Kuti, Bhuku 1, p. 79

    Awake!,

    8/8/1998, p. 29

    9/8/1992, p. 22

    Chikoro Choushumiri, pp. 131-132

    Ushumiri hwoUmambo,

    7/1996, p. 3

    Kukurukurirana, p. 400

1 Timoti 2:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 31:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 52

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2016, pp. 16-17

    Kuda kwaJehovha, chidzidzo 8

    Nharireyomurindi,

    5/1/2005, p. 29

    12/1/2003, p. 22

    8/1/2002, pp. 17-18

    Chikoro Choushumiri, pp. 131-132

    Kukurukurirana, p. 400

1 Timoti 2:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akadzikama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    7/8/1994, p. 30

    Kukurukurirana, p. 398

1 Timoti 2:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akadzikama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2007, p. 4

    Mukai!,

    7/8/1994, pp. 29-30

    Kukurukurirana, p. 398

1 Timoti 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:18, 22; 1VaK 11:8

1 Timoti 2:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:6, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    6/2020, p. 4

    Mukai!,

    9/8/1998, p. 30

1 Timoti 2:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “varamba vari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:14
  • +1Ti 2:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    6/2017, p. 6

    Nharireyomurindi,

    9/15/2008, p. 30

    5/1/2005, p. 29

    1/15/1991, p. 30

    3/1/1988, pp. 19-20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Tim. 2:2Mt 5:44
1 Tim. 2:2Jer 29:7
1 Tim. 2:3Jud 25
1 Tim. 2:4Isa 45:22; Mab 17:30; VaR 5:18; 1Ti 4:10
1 Tim. 2:5Dhe 6:4; VaR 3:30
1 Tim. 2:5VaH 8:6; 9:15
1 Tim. 2:51VaK 11:25
1 Tim. 2:5Mab 4:12; VaR 5:15; 2Ti 1:9, 10
1 Tim. 2:6Mt 20:28; Mk 10:45; VaK 1:13, 14
1 Tim. 2:7Mab 9:15
1 Tim. 2:7VaG 2:7, 8
1 Tim. 2:7VaG 1:15, 16
1 Tim. 2:8Pis 141:2
1 Tim. 2:8Jak 1:20
1 Tim. 2:8VaF 2:14
1 Tim. 2:91Pe 3:3, 4
1 Tim. 2:10Zvi 31:30
1 Tim. 2:11VaE 5:24
1 Tim. 2:121VaK 14:34
1 Tim. 2:13Ge 2:18, 22; 1VaK 11:8
1 Tim. 2:14Ge 3:6, 13
1 Tim. 2:151Ti 5:14
1 Tim. 2:151Ti 2:9, 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Timoti 2:1-15

Tsamba Yekutanga Kuna Timoti

2 Saka ndinotanga nekukurudzira kuti munyengeterere vanhu vakasiyana-siyana muchiteterera nekuvakumbirira nekuonga, 2 kusanganisira madzimambo nevaya vese vane zvinzvimbo zvepamusoro,+ kuti tirambe tichirarama upenyu hwakadzikama uye hune runyararo, takanyatsozvipira kuna Mwari uye tichiita zvinhu nemwoyo wese.+ 3 Izvi zvakanaka uye zvinogamuchirika pamberi peMuponesi wedu, Mwari,+ 4 uyo anoda kuti vanhu vakasiyana-siyana vaponeswe+ uye vasvike pakuva neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi. 5 Nekuti kuna Mwari mumwe chete,+ nemurevereri mumwe chete+ pakati paMwari nevanhu,+ ariwo munhu, Kristu Jesu,+ 6 uyo akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana nevanhu vese;*+ izvi ndizvo zvichapupurirwa nezvazvo panguva yacho chaiyo. 7 Nekuda kweuchapupu uhwu,+ ndakagadzwa kuti ndive muparidzi uye muapostora,+ (ndiri kutaura chokwadi, handisi kunyepa), mudzidzisi wemamwe marudzi+ panyaya yekutenda uye yechokwadi.

8 Saka ndinoda kuti munzvimbo dzese dzamunoungana, varume varambe vachinyengetera, vachisimudza maoko akavimbika,+ vasingaiti hasha+ uye nharo.+ 9 Vakadzi vanofanirawo kupfeka zvipfeko zvine mutsigo,* zvinoratidza kuva nemwero uye pfungwa dzakanaka, kwete kuruka bvudzi negoridhe kana nemaparera kana kupfeka zvinhu zvinonyanya kudhura,+ 10 asi ngavapfeke nenzira inokodzera vakadzi vakazvipira kuna Mwari,+ nemabasa akanaka.

11 Mukadzi ngaadzidze akanyarara* achinyatsozviisa pasi.+ 12 Handibvumiri mukadzi kuti adzidzise kana kuti atonge murume, asi anofanira kuramba akanyarara.*+ 13 Nekuti Adhamu akatanga kuumbwa, kukazotevera Evha.+ 14 Uyewo Adhamu haana kunyengerwa, asi mukadzi ndiye akanyengerwa kwazvo,+ akava mutadzi. 15 Asi achachengetedzwa nekubereka vana,+ ndokunge aramba ari* mukutenda nemurudo nemuutsvene aine pfungwa dzakanaka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe