RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 35
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekukumbira kununurwa pavavengi

        • Vavengi vachadzingirwa kure (5)

        • Kurumbidza Mwari pakati pevanhu vazhinji (18)

        • Kuvengwa pasina chikonzero (19)

Pisarema 35:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 24:15
  • +Pis 3:7

Pisarema 35:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Nhoo iyi yaiwanzotakurwa nevanopfura neuta.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:3
  • +Isa 42:13

Pisarema 35:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kumweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 23:26
  • +Isa 12:2

Pisarema 35:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 17:18

Pisarema 35:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:19, 20; Isa 37:36

Pisarema 35:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vakacherera mweya wangu.”

Pisarema 35:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 57:6; 141:10

Pisarema 35:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu uchafara.”

Pisarema 35:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:17
  • +Pis 40:17; Zvi 22:22, 23

Pisarema 35:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:12; Mt 26:59

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 14

Pisarema 35:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 19:4, 5; 20:33; Jer 18:20

Pisarema 35:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndakatambudza mweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “pawaizodzoka pachipfuva changu.”

Pisarema 35:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “vanondinyomba kuti vapiwe keke.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:12

Pisarema 35:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nunurai mweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “pashumba dzava nezenze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ha 1:13
  • +Pis 142:6
  • +Pis 22:20; 57:4

Pisarema 35:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:22

Pisarema 35:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:4; Joh 15:24, 25
  • +Zvi 6:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 20

Pisarema 35:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:13; Jer 11:19; Mt 26:4

Pisarema 35:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:1
  • +Pis 10:1; 71:12

Pisarema 35:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:1; 96:13

Pisarema 35:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tsvatu waro! Mweya wedu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 41:1, 2

Pisarema 35:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 84:11; 149:4

Pisarema 35:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rwafungisisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:14
  • +Pis 71:24

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 35:11Sa 24:15
Pis. 35:1Pis 3:7
Pis. 35:2Eks 15:3
Pis. 35:2Isa 42:13
Pis. 35:31Sa 23:26
Pis. 35:3Isa 12:2
Pis. 35:4Jer 17:18
Pis. 35:5Eks 14:19, 20; Isa 37:36
Pis. 35:8Pis 57:6; 141:10
Pis. 35:10Pis 18:17
Pis. 35:10Pis 40:17; Zvi 22:22, 23
Pis. 35:11Pis 27:12; Mt 26:59
Pis. 35:121Sa 19:4, 5; 20:33; Jer 18:20
Pis. 35:16Pis 37:12
Pis. 35:17Ha 1:13
Pis. 35:17Pis 142:6
Pis. 35:17Pis 22:20; 57:4
Pis. 35:18Pis 22:22
Pis. 35:19Pis 69:4; Joh 15:24, 25
Pis. 35:19Zvi 6:12, 13
Pis. 35:20Pis 31:13; Jer 11:19; Mt 26:4
Pis. 35:22Pis 28:1
Pis. 35:22Pis 10:1; 71:12
Pis. 35:24Pis 26:1; 96:13
Pis. 35:25Pis 41:1, 2
Pis. 35:27Pis 84:11; 149:4
Pis. 35:28Pis 51:14
Pis. 35:28Pis 71:24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 35:1-28

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

35 Jehovha, ndimiririreiwo pane vaya vanopikisana neni;+

Irwai nevaya vanorwisana neni.+

 2 Torai nhoo yenyu diki* nenhoo huru,+

Uye simukai mundirwire.+

 3 Simudzai pfumo renyu nedemo renyu rehondo kuti murwise vari kunditevera.+

Itii kwandiri:* “Ndiri ruponeso rwako.”+

 4 Vaya vari kuvhima upenyu hwangu* ngavanyadziswe vaninipiswe.+

Vaya vari kuronga kundiparadza ngavadzokere vachinyara.

 5 Ngavaite sehundi iri kutorwa nemhepo;

Ngirozi yaJehovha ngaivadzingire kure.+

 6 Nzira yavo ngaive nerima uye ngaitsvedze

Pavanenge vachidzingirirwa nengirozi yaJehovha.

 7 Nekuti vakavanza mambure ekunditeya pasina chikonzero;

Vakandicherera* gomba pasina chikonzero.

 8 Dambudziko ngariuye paari akarivara;

Mambure ake aakavanza ngaamubate;

Ngaawire maari aparadzwe.+

 9 Asi ini ndichafara* muna Jehovha;

Ndichapemberera mabasa ake ekuponesa.

10 Mapfupa angu ese achati:

“Haiwa Jehovha, ndiani akaita semi?

Munonunura vasina mubatsiri pavanhu vakasimba kuvapfuura;+

Munonunura vasina mubatsiri uye varombo pavanhu vanovabira.”+

11 Zvapupu zvinondirongera zvakaipa zvinouya+

Zvichindibvunza zvandisingazivi.

12 Vanonditsiva nezvakaipa pazvakanaka zvandakaita,+

Zvoita kuti ndinzwe sendafirwa.

13 Asi ivo pavairwara, ndakapfeka masaga;

Ndakazvitambudza* ndichitsanya,

Uye munyengetero wangu pawaidzoka usina kupindurwa,*

14 Ndaifamba-famba ndichichema sendafirwa neshamwari yangu kana hama yangu;

Ndakakotama ndakasuruvara, semunhu ari kuchema amai vake.

15 Asi pandakagumburwa, vakafara uye vakaungana;

Vakaungana kuti vandivandire vondirwisa;

Vakandibvambura-bvambura uye havana kuramba vakanyarara.

16 Vanhu vasingadi Mwari vakandinyomba,*

Vanorumanisa mazino avo vakanditsamwira.+

17 Nhai Jehovha, mucharamba makangotarisa kusvikira riini?+

Ndinunurei* pakundirwisa kwavari kuita,+

Nunurai upenyu hwangu hunokosha pashumba dzine simba.*+

18 Ndichabva ndakuongai muungano yakakura;+

Ndichakurumbidzai pakati pevanhu vazhinji.

19 Musarega vaya vanondivenga pasina chikonzero vachifarira nhamo yangu;

Musaita kuti vaya vanondivenga pasina chikonzero+ vachonye maziso avo zveruvengo.+

20 Nekuti havatauri mashoko erugare,

Asi vanoronga zveunyengeri kuti vakuvadze vanhu vepanyika vane rugare.+

21 Vanoshama muromo wavo vachinditsvinyira,

Vachiti: “Tsvatu waro! Tsvatu waro! Maziso edu azviona.”

22 Makazviona haiwa Jehovha. Musaramba makanyarara.+

Haiwa Jehovha, musaramba muri kure neni.+

23 Mukai, musimuke kuti mundidzivirire,

Mwari wangu, Jehovha, ndimiririrei panyaya yangu iri kutongwa.

24 Nditongei maererano nekururama kwenyu,+ haiwa Jehovha Mwari wangu;

Musaita kuti vafarire nhamo yangu.

25 Ngavarege kuudzana kuti: “Tsvatu waro! Zvataida zvazoitika.”*

Ngavarege kuti: “Tamumedza.”+

26 Itai kuti vese vanyadziswe uye vashaye pekupinda,

Vaya vanofarira nhamo yangu.

Vaya vanozvitutumadza ngavapfekedzwe nyadzi nekuninipiswa.

27 Asi itai kuti vaya vanofarira kururama kwangu vapembere nemufaro;

Ngavarambe vachiti:

“Jehovha ngaakudzwe, iye anofarira rugare rwemushumiri wake.”+

28 Rurimi rwangu ruchabva rwarondedzera* nezvekururama kwenyu+

Uye ruchakurumbidzai zuva rese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe