RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 96
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • “Imbirai Jehovha rwiyo rutsva”

        • Jehovha, akanyatsokodzera kurumbidzwa (4)

        • Vanamwari vevanhu havana zvavanobatsira (5)

        • Namatai makapfeka zvishongo zvitsvene (9)

Pisarema 96:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:3; 40:3; 98:1; 149:1; Isa 42:10
  • +1Mak 16:23-25; Pis 66:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 201

    Nharireyomurindi,

    4/15/2000, p. 10

Pisarema 96:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:10; 71:15; Isa 52:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2002, p. 8

Pisarema 96:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 28:19; 1Pe 2:9; Zva 14:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2001, p. 8

Pisarema 96:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 97:7; Isa 44:10
  • +1Mak 16:26; 1VaK 8:4

Pisarema 96:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kukudzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:9, 10; Isa 6:1-3; Eze 1:27, 28; Zva 4:2, 3
  • +1Mak 16:27; 29:11

Pisarema 96:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:28-33; Pis 29:1

Pisarema 96:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 29:2; 72:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2004, pp. 8-9

Pisarema 96:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Namatai.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nekuda kwerunako rweutsvene hwake.”

Pisarema 96:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuzununguswa.”

  • *

    Kana kuti “Achamiririra nyaya dzemarudzi zvakarurama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 93:1; 97:1; Zva 11:15; 19:6
  • +Pis 67:4; 98:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1990, p. 5

Pisarema 96:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 98:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 102

Pisarema 96:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 65:13
  • +1Mak 16:33

Pisarema 96:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “auya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:25; Pis 9:8; 98:9; Mab 17:31; 2Pe 3:7
  • +Dhe 32:4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 96:1Pis 33:3; 40:3; 98:1; 149:1; Isa 42:10
Pis. 96:11Mak 16:23-25; Pis 66:4
Pis. 96:2Pis 40:10; 71:15; Isa 52:7
Pis. 96:3Mt 28:19; 1Pe 2:9; Zva 14:6
Pis. 96:5Pis 97:7; Isa 44:10
Pis. 96:51Mak 16:26; 1VaK 8:4
Pis. 96:6Eks 24:9, 10; Isa 6:1-3; Eze 1:27, 28; Zva 4:2, 3
Pis. 96:61Mak 16:27; 29:11
Pis. 96:71Mak 16:28-33; Pis 29:1
Pis. 96:8Pis 29:2; 72:19
Pis. 96:10Pis 93:1; 97:1; Zva 11:15; 19:6
Pis. 96:10Pis 67:4; 98:9
Pis. 96:11Pis 98:7
Pis. 96:12Pis 65:13
Pis. 96:121Mak 16:33
Pis. 96:13Ge 18:25; Pis 9:8; 98:9; Mab 17:31; 2Pe 3:7
Pis. 96:13Dhe 32:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 96:1-13

Mapisarema

96 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva.+

Imbirai Jehovha, imi nyika yese!+

 2 Imbirai Jehovha; rumbidzai zita rake.

Zuva nezuva zivisai mashoko akanaka ekuponesa kwake.+

 3 Zivisai kukudzwa kwake pakati pemarudzi,

Nemabasa ake anoshamisa pakati pevanhu vese.+

 4 Jehovha mukuru uye akanyatsokodzera kurumbidzwa.

Anoshamisa kupfuura vamwe vanamwari vese.

 5 Vanamwari vese vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira,+

Asi Jehovha ndiye akasika denga.+

 6 Pamberi pake pane ukuru* nekubwinya;+

Simba nerunako zviri munzvimbo yake tsvene.+

 7 Ipai Jehovha zvakamukodzera, imi mhuri dzemarudzi,

Ipai Jehovha zvakakodzera kukudzwa kwake nesimba rake.+

 8 Ipai Jehovha kukudzwa kwakakodzera zita rake;+

Uyai nechipo mupinde muzvivanze zvake.

 9 Kotamirai* Jehovha makapfeka zvishongo zvitsvene;*

Dederai pamberi pake, imi nyika yese!

10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+

Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.*

Achatonga marudzi zvakarurama.”*+

11 Denga ngaripembere, uye nyika ngaifare;

Gungwa ngaritinhire pamwe chete nezvese zvizere mariri;+

12 Masango ngaapembere nemufaro nezvese zviri maari.+

Miti yese yemusango ngaishevedzerewo ichifara+

13 Pamberi paJehovha, nekuti ari kuuya,*

Ari kuuya kuzotonga nyika.

Achatonga nyika nekururama+

Uye achatonga marudzi nekutendeka kwake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe