RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 148
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Zvisikwa zvese zvinofanira kurumbidza Jehovha

        • “Murumbidzei, imi ngirozi dzake dzese” (2)

        • ‘Murumbidzei, imi zuva, mwedzi, nenyeredzi’ (3)

        • Vakuru nevadiki vanofanira kurumbidza Mwari (12, 13)

Pisarema 148:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:5

Pisarema 148:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:20; Ru 2:13
  • +Jer 32:18; Jud 14

Pisarema 148:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:1

Pisarema 148:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “matenga ekumatenga.”

Pisarema 148:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:6

Pisarema 148:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:37
  • +Pis 119:91; Jer 31:35, 36; 33:25

Pisarema 148:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 54-55

    Nharireyomurindi,

    6/1/2004, p. 12

Pisarema 148:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 9:23; Pis 107:25; Isa 30:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2004, p. 13

Pisarema 148:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 98:8
  • +1Mak 16:33; Isa 44:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2004, p. 13

Pisarema 148:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 43:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2004, pp. 13-14

Pisarema 148:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:10, 11

Pisarema 148:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 20

Pisarema 148:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 8:1; Isa 12:4
  • +1Mad 8:27; 1Mak 29:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 20

Pisarema 148:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nyanga.”

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 148:1Pis 89:5
Pis. 148:2Pis 103:20; Ru 2:13
Pis. 148:2Jer 32:18; Jud 14
Pis. 148:3Pis 19:1
Pis. 148:5Pis 33:6
Pis. 148:6Pis 89:37
Pis. 148:6Pis 119:91; Jer 31:35, 36; 33:25
Pis. 148:8Eks 9:23; Pis 107:25; Isa 30:30
Pis. 148:9Pis 98:8
Pis. 148:91Mak 16:33; Isa 44:23
Pis. 148:10Isa 43:20
Pis. 148:11Pis 2:10, 11
Pis. 148:13Pis 8:1; Isa 12:4
Pis. 148:131Mad 8:27; 1Mak 29:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 148:1-14

Mapisarema

148 Rumbidzai Jah!*

Rumbidzai Jehovha muri kumatenga;+

Murumbidzei muri munzvimbo dzakakwirira.

 2 Murumbidzei, imi ngirozi dzake dzese.+

Murumbidzei, imi uto rake rese.+

 3 Murumbidzei, imi zuva nemwedzi.

Murumbidzei, imi mese nyeredzi dzinopenya.+

 4 Murumbidzei, imi matenga ekumusorosoro*

Nemi mvura iri pamusoro pematenga.

 5 Ngazvirumbidze zita raJehovha,

Nekuti iye akarayira, zvikabva zvasikwa.+

 6 Anoramba akazvisimbisa kusvikira nariini nariini;+

Akapa murau usingazopfuuri.+

 7 Rumbidzai Jehovha muri panyika,

Imi zvisikwa zvikuru zvemugungwa nemi mese mvura yakadzika,

 8 Imi mheni nechimvuramabwe, chando nemakore matematema,

Iwe dutu guru, rinoita zvaakataura,+

 9 Imi makomo nemi mese zvikomo,+

Imi miti yemichero nemi mese misidhari,+

10 Imi mhuka dzesango+ nemi mese zvipfuwo,

Imi zvinhu zvinokambaira neshiri dzine mapapiro,

11 Imi madzimambo enyika nemi mese marudzi,

Imi machinda nemi mese vatongi venyika,+

12 Imi majaya nemhandara,

Vakwegura pamwe chete nevadiki.

13 Zvese ngazvirumbidze zita raJehovha,

Nekuti zita rake rega ndiro riri kumusoro kusingasvikiki.+

Ukuru hwake huri kumusoro kwenyika nedenga.+

14 Achawedzera simba* revanhu vake,

Kuti vanhu vake vese vakavimbika varumbidzwe,

Vanakomana vaIsraeri, vanhu vari pedyo naye.

Rumbidzai Jah!*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe