RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 106
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kusaonga kwevaIsraeri

        • Vakakurumidza kukanganwa mabasa aMwari (13)

        • Kubwinya kwaMwari kwakachinjaniswa nemufananidzo wemombe (19, 20)

        • Vakanga vasingatendi muvimbiso yaMwari (24)

        • Vakatanga kunamata Bhaari (28)

        • Vana vaibayirwa kumadhimoni (37)

Pisarema 106:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 18:19
  • +1Mak 16:34; Ezr 3:11; Pis 103:17; 107:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhuku Regore ra2015, pp. 2-3

Pisarema 106:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:5

Pisarema 106:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 15:1, 2; Isa 64:5

Pisarema 106:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pamuchaitira vanhu venyu zvakanaka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 5:19; Pis 51:18; 119:132

Pisarema 106:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndidade nemi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:5

Pisarema 106:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:16; Pis 78:8
  • +Ezr 9:6; Dha 9:5

Pisarema 106:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/1995, pp. 19-20

Pisarema 106:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 143:11; Eze 20:14
  • +Eks 9:16; VaR 9:17

Pisarema 106:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “murenje.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21, 22

Pisarema 106:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:30
  • +Isa 49:26

Pisarema 106:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakasara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:13, 28

Pisarema 106:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:31
  • +Eks 15:1

Pisarema 106:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:24; 16:2, 3; 17:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1988, p. 8

Pisarema 106:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:4; Dhe 9:22; 1VaK 10:6
  • +Eks 17:2; Pis 78:18; 1VaK 10:9; VaH 3:8, 9

Pisarema 106:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chakaonza mweya yavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:31, 33; Pis 78:29-31

Pisarema 106:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:3
  • +Re 21:8; Nu 16:5-7

Pisarema 106:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:27, 32

Pisarema 106:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:35

Pisarema 106:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wesimbi yakanyungudutswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:4; Dhe 9:12

Pisarema 106:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:4

Pisarema 106:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:18
  • +Dhe 4:34

Pisarema 106:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:51
  • +Eks 14:25

Pisarema 106:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:10, 11; Dhe 9:14, 19

Pisarema 106:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 13:32; Dhe 8:7-9
  • +Nu 14:11

Pisarema 106:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:2; Dhe 1:27
  • +Nu 14:22, 23

Pisarema 106:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:28, 29; VaH 3:11

Pisarema 106:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:33; Dhe 4:27

Pisarema 106:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vakazvisunganidza naBhaari wePeori.”

  • *

    Kureva, zvinhu zvakabayirwa kuvanhu vakafa kana kuti kuna vanamwari vasina upenyu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 25:3; Ho 9:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Midzimu Isingaoneki, pp. 53-54

Pisarema 106:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 25:6; Dhe 32:16
  • +Nu 25:9; 1VaK 10:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Midzimu Isingaoneki, pp. 53-54

Pisarema 106:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 25:7, 8

Pisarema 106:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 25:11-13

Pisarema 106:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kupopota.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 20:2, 12; 27:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2018, p. 15

Pisarema 106:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 20:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2018, p. 15

Pisarema 106:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 16:10; 17:12; Vat 1:21
  • +Nu 33:52; Dhe 7:1, 2

Pisarema 106:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 15:63; Vat 1:33
  • +Isa 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 14

Pisarema 106:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:11, 12; 2Mad 17:12
  • +Eks 23:32, 33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 14

Pisarema 106:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:31; 2Mad 16:1, 3; 17:17, 18; Jer 7:30, 31; 1VaK 10:20

Pisarema 106:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 21:16
  • +Eze 16:20

Pisarema 106:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 3:9

Pisarema 106:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:30; Vat 3:8
  • +Vat 10:6-8

Pisarema 106:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 10:11, 12; 1Sa 12:11
  • +Vat 4:1
  • +Vat 6:1-5

Pisarema 106:44

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:18
  • +Vat 3:9

Pisarema 106:45

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “aizvidemba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6; Dhe 32:36; Isa 63:7; Mari 3:32; Joe 2:13

Pisarema 106:46

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 9:9

Pisarema 106:47

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 79:9
  • +Jer 32:37
  • +1Mak 16:35

Pisarema 106:48

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ngazviitike.”

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:10; Pis 41:13; Ru 1:68

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 106:1Ru 18:19
Pis. 106:11Mak 16:34; Ezr 3:11; Pis 103:17; 107:1
Pis. 106:2Pis 40:5
Pis. 106:3Pis 15:1, 2; Isa 64:5
Pis. 106:4Ne 5:19; Pis 51:18; 119:132
Pis. 106:5Eks 19:5
Pis. 106:6Ne 9:16; Pis 78:8
Pis. 106:6Ezr 9:6; Dha 9:5
Pis. 106:7Eks 14:11, 12
Pis. 106:8Pis 143:11; Eze 20:14
Pis. 106:8Eks 9:16; VaR 9:17
Pis. 106:9Eks 14:21, 22
Pis. 106:10Eks 14:30
Pis. 106:10Isa 49:26
Pis. 106:11Eks 14:13, 28
Pis. 106:12Eks 14:31
Pis. 106:12Eks 15:1
Pis. 106:13Eks 15:24; 16:2, 3; 17:7
Pis. 106:14Nu 11:4; Dhe 9:22; 1VaK 10:6
Pis. 106:14Eks 17:2; Pis 78:18; 1VaK 10:9; VaH 3:8, 9
Pis. 106:15Nu 11:31, 33; Pis 78:29-31
Pis. 106:16Nu 16:3
Pis. 106:16Re 21:8; Nu 16:5-7
Pis. 106:17Nu 16:27, 32
Pis. 106:18Nu 16:35
Pis. 106:19Eks 32:4; Dhe 9:12
Pis. 106:20Eks 20:4
Pis. 106:21Dhe 32:18
Pis. 106:21Dhe 4:34
Pis. 106:22Pis 78:51
Pis. 106:22Eks 14:25
Pis. 106:23Eks 32:10, 11; Dhe 9:14, 19
Pis. 106:24Nu 13:32; Dhe 8:7-9
Pis. 106:24Nu 14:11
Pis. 106:25Nu 14:2; Dhe 1:27
Pis. 106:25Nu 14:22, 23
Pis. 106:26Nu 14:28, 29; VaH 3:11
Pis. 106:27Re 26:33; Dhe 4:27
Pis. 106:28Nu 25:3; Ho 9:10
Pis. 106:29Nu 25:6; Dhe 32:16
Pis. 106:29Nu 25:9; 1VaK 10:8
Pis. 106:30Nu 25:7, 8
Pis. 106:31Nu 25:11-13
Pis. 106:32Nu 20:2, 12; 27:13, 14
Pis. 106:33Nu 20:10
Pis. 106:34Jos 16:10; 17:12; Vat 1:21
Pis. 106:34Nu 33:52; Dhe 7:1, 2
Pis. 106:35Jos 15:63; Vat 1:33
Pis. 106:35Isa 2:6
Pis. 106:36Vat 2:11, 12; 2Mad 17:12
Pis. 106:36Eks 23:32, 33
Pis. 106:37Dhe 12:31; 2Mad 16:1, 3; 17:17, 18; Jer 7:30, 31; 1VaK 10:20
Pis. 106:382Mad 21:16
Pis. 106:38Eze 16:20
Pis. 106:39Jer 3:9
Pis. 106:41Dhe 32:30; Vat 3:8
Pis. 106:41Vat 10:6-8
Pis. 106:43Vat 10:11, 12; 1Sa 12:11
Pis. 106:43Vat 4:1
Pis. 106:43Vat 6:1-5
Pis. 106:44Vat 2:18
Pis. 106:44Vat 3:9
Pis. 106:45Eks 34:6; Dhe 32:36; Isa 63:7; Mari 3:32; Joe 2:13
Pis. 106:46Ezr 9:9
Pis. 106:47Pis 79:9
Pis. 106:47Jer 32:37
Pis. 106:471Mak 16:35
Pis. 106:481Mak 29:10; Pis 41:13; Ru 1:68
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
  • 48
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 106:1-48

Mapisarema

106 Rumbidzai Jah!*

Ongai Jehovha, nekuti akanaka;+

Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+

 2 Ndiani anganyatsozivisa mabasa esimba aJehovha

Kana kuzivisa mabasa ake ese akakodzera kurumbidzwa?+

 3 Vanofara vaya vanotonga zvakarurama,

Vanogara vachiita zvakarurama.+

 4 Haiwa Jehovha ndirangarireiwo pamucharatidza vanhu venyu nyasha.*+

Ndichengeteiwo nemabasa enyu ekuponesa,

 5 Kuti ndiwanewo zvakanaka zvamunoitira vanhu venyu vamakasarudza,+

Kuti ndifare pamwe chete nerudzi rwenyu,

Kuti ndidade nekukurumbidzai* pamwe chete nenhaka yenyu.

 6 Takatadza sezvakangoita madzitateguru edu;+

Takaita zvisina kururama; takaita zvakaipa.+

 7 Madzitateguru edu aiva muIjipiti haana kukoshesa mabasa enyu anoshamisa.

Haana kurangarira rudo rwenyu rukuru rusingachinji,

Asi akakupandukirai pagungwa, pedyo neGungwa Dzvuku.+

 8 Asi iye akavaponesa nekuda kwezita rake,+

Kuti aite kuti simba rake guru rizivikanwe.+

 9 Akatuka Gungwa Dzvuku, rikapwa;

Akavatungamirira nepakadzika paro sekunge vari kufamba mugwenga;*+

10 Akavaponesa paruoko rwemhandu yavo+

Uye akavanunura paruoko rwemuvengi.+

11 Mvura yakafukidza mhandu dzavo;

Hapana kana imwe chete yadzo yakapona.*+

12 Vakabva vatenda zvaakavimbisa;+

Vakatanga kuimba vachimurumbidza.+

13 Asi vakakurumidza kukanganwa zvaakaita;+

Havana kumirira zano rake.

14 Asi vakaratidza makaro avo murenje;+

Vakaedza Mwari mugwenga.+

15 Akavapa zvavakakumbira,

Asi akabva avarova nechirwere chakavaonza.*+

16 Vari mumusasa, vakanzwira Mozisi godo

Uye Aroni,+ mutsvene waJehovha.+

17 Nyika yakabva yavhurika, ikamedza Dhatani,

Ikafukidza vakanga vakaungana naAbhiramu.+

18 Moto wakabvira pakati peboka ravo;

Rimi remoto rakaparadza vakaipa.+

19 Vakagadzira mhuru kuHorebhi

Uye vakakotamira mufananidzo wesimbi;*+

20 Vakachinjanisa kubwinya kwangu

Nemufananidzo wemombe inodya uswa.+

21 Vakakanganwa Mwari+ Muponesi wavo,

Uyo akaita zvinhu zvikuru muIjipiti,+

22 Mabasa anoshamisa munyika yaHamu,+

Mabasa anoshamisa paGungwa Dzvuku.+

23 Akanga ava kuda kuvaparadza,

Asi Mozisi munhu wake waakasarudza akazotaura naye achivakumbirira

Kuti adzore hasha dzake dzinoparadza.+

24 Vakabva vashora nyika yakanaka;+

Vakanga vasingatendi zvaakavimbisa.+

25 Vakaramba vachinyunyuta vari mumatende avo;+

Havana kuteerera inzwi raJehovha.+

26 Saka akasimudza ruoko rwake achipika nezvavo

Kuti aizoita kuti vafire murenje;+

27 Aizoita kuti vazukuru vavo vafire pakati pemamwe marudzi,

Uye aizovaparadzira nenyika.+

28 Vakabva vatanga kunamata Bhaari wePeori,*+

Uye vakadya zvibayiro zvakapirwa kuvakafa.*

29 Vakamugumbura nezviito zvavo,+

Denda rikatanga pakati pavo.+

30 Asi Finiyasi paakasimuka akapindira,

Denda racho rakabva ramiswa.+

31 Uye akabva anzi akarurama

Kwezvizvarwa zvese nekusingaperi.+

32 Vakamutsamwisa pamvura yeMeribha,*

Uye zvakaipira Mozisi nemhaka yavo.+

33 Vakamushatirisa,

Uye akataura nemuromo wake asina kufunga.+

34 Havana kuparadza marudzi,+

Sezvavakanga vaudzwa naJehovha.+

35 Asi vakavhengana nemarudzi acho,+

Vakadzidza mabasa awo.+

36 Vakaramba vachishumira zvidhori zvawo,+

Zvikava musungo kwavari.+

37 Vaibayira vanakomana vavo

Nevanasikana vavo kumadhimoni.+

38 Vairamba vachideura ropa risina mhosva,+

Ropa revanakomana vavo nevanasikana vavo

Vavaibayira kuzvidhori zveKenani;+

Uye nyika yakasvibiswa nekudeurwa kweropa.

39 Vakasvibiswa nemabasa avo;

Mabasa avo akaita kuti vaite unzenza hwekunamata.+

40 Saka Jehovha akatsamwira vanhu vake kwazvo,

Uye akasvika pakusema nhaka yake.

41 Akaramba achivaisa mumaoko emamwe marudzi,+

Kuti vaya vaivavenga vavatonge.+

42 Vavengi vavo vakavadzvinyirira,

Uye vaiva pasi peruoko rwavo.

43 Aivanunura kakawanda,+

Asi ivo vaipanduka uye vaisateerera,+

Uye vaininipiswa nemhaka yekutadza kwavo.+

44 Asi aiona kutambudzika kwavo+

Uye ainzwa kuchemera kwavo kubatsirwa.+

45 Aiyeuka sungano yake navo,

Uye ainzwa tsitsi,* pamusana perudo rwake rukuru rusingachinji.+

46 Aiita kuti vanzwirwe tsitsi

Nevanhu vese vainge vakavatapa.+

47 Tiponesei, haiwa Jehovha Mwari wedu,+

Uye tiunganidzei kubva kumarudzi+

Kuti tionge zita renyu dzvene

Uye tikurumbidzei tichipembera nemufaro.+

48 Jehovha, Mwari waIsraeri, ngaarumbidzwe

Nariini nariini.+

Uye vanhu vese ngavati, “Ameni!”*

Rumbidzai Jah!*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe