RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

        • Zvikero zvakarurama zvinobva kuna Jehovha (11)

Zvirevo 16:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Zvirongwa zvemwoyo ndezvemunhu.”

  • *

    Kana kuti “mhinduro yakanaka inobva; mhinduro yerurimi inobva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:9; Ru 12:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 17

Zvirevo 16:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “sedzakachena.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:13, 14; Pis 36:1, 2; Zvi 21:2; Jer 17:9
  • +1Sa 16:6, 7; Zvi 24:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, pp. 17-18

Zvirevo 16:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Turira mabasa ako kuna Jehovha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:5; VaF 4:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2011, pp. 29-30

    5/15/2007, p. 18

Zvirevo 16:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:4; VaR 9:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, pp. 18-19

Zvirevo 16:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:16, 17; 8:13; 21:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2019, p. 24

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 19

Zvirevo 16:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 3:19
  • +Ne 5:8, 9; 2VaK 7:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 19

Zvirevo 16:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 31:24; Eks 34:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 19

Zvirevo 16:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 6:6
  • +Pis 37:16; Jer 17:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 19

Zvirevo 16:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:1; Jer 10:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, pp. 19-20

    Bhuku reChikoro, p. 75

Zvirevo 16:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chinobva kuna Mwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:18, 19; 1Mad 3:28
  • +Pis 72:1, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 20

Zvirevo 16:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:36; Zvi 11:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 20

Zvirevo 16:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:26
  • +Zvi 29:14; Zva 19:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 20

Zvirevo 16:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 101:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 20

Zvirevo 16:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 22:17, 18; 1Mad 2:29
  • +Mup 10:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 20

Zvirevo 16:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Masutso inguva yegore apo zvirimwa zvinenge zvava kuda kudyiwa.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:1, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 20

Zvirevo 16:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:12
  • +Zvi 4:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 8

Zvirevo 16:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 8

Zvirevo 16:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:2; Dha 4:30-32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    11/2014, p. 5

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, pp. 8-9

Zvirevo 16:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kuva akaderera pamweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 57:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 9

Zvirevo 16:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “achawana zvakanaka.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2011, p. 25

    7/15/2007, pp. 9-10

    6/1/1993, pp. 20-21

Zvirevo 16:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kutaura zvakanaka kunowedzera.” ChiHeb., “kutapira kwemiromo kunowedzera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:7
  • +Ru 4:22; VaK 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, pp. 9-10

Zvirevo 16:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, pp. 9-10

Zvirevo 16:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:17, 18; Mt 12:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, pp. 9-10

    3/15/1999, pp. 15-16

    8/1/1993, p. 4

    Zivo, p. 143

Zvirevo 16:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:20-22; 12:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 10

Zvirevo 16:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:12; Mt 7:22, 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, pp. 10-11

Zvirevo 16:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “muromo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 6:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 11

Zvirevo 16:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:12, 14
  • +Jak 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 11

Zvirevo 16:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anorongera vamwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 3:16
  • +Ge 3:1; 1Sa 24:9; VaR 16:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 51

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 11

    10/15/1989, p. 13

Zvirevo 16:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, pp. 11-12

Zvirevo 16:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, pp. 11-12

Zvirevo 16:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yekukudzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:32; Job 32:7; Zvi 20:29
  • +Pis 92:12-14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 12

    1/15/2005, pp. 8-9

    3/15/1993, p. 29

Zvirevo 16:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anotonga mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:29; Jak 1:19
  • +Zvi 25:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 3 2019, p. 6

    11/8/2001, pp. 13-14

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 12

Zvirevo 16:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 26:55; Zvi 18:18
  • +1Sa 14:41, 42; Mab 1:24, 26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2007, p. 12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 16:1Jer 1:9; Ru 12:11, 12
Zvir. 16:21Sa 15:13, 14; Pis 36:1, 2; Zvi 21:2; Jer 17:9
Zvir. 16:21Sa 16:6, 7; Zvi 24:12
Zvir. 16:3Pis 37:5; VaF 4:6, 7
Zvir. 16:4Eks 14:4; VaR 9:21
Zvir. 16:5Zvi 6:16, 17; 8:13; 21:4
Zvir. 16:6Mab 3:19
Zvir. 16:6Ne 5:8, 9; 2VaK 7:1
Zvir. 16:7Ge 31:24; Eks 34:24
Zvir. 16:81Ti 6:6
Zvir. 16:8Pis 37:16; Jer 17:11
Zvir. 16:9Zvi 16:1; Jer 10:23
Zvir. 16:10Dhe 17:18, 19; 1Mad 3:28
Zvir. 16:10Pis 72:1, 14
Zvir. 16:11Re 19:36; Zvi 11:1
Zvir. 16:12Zvi 20:26
Zvir. 16:12Zvi 29:14; Zva 19:11
Zvir. 16:13Pis 101:6
Zvir. 16:141Sa 22:17, 18; 1Mad 2:29
Zvir. 16:14Mup 10:4
Zvir. 16:15Pis 72:1, 6
Zvir. 16:16Mup 7:12
Zvir. 16:16Zvi 4:7
Zvir. 16:17Zvi 10:9
Zvir. 16:18Zvi 11:2; Dha 4:30-32
Zvir. 16:19Isa 57:15
Zvir. 16:21Zvi 4:7
Zvir. 16:21Ru 4:22; VaK 4:6
Zvir. 16:23Zvi 22:17, 18; Mt 12:35
Zvir. 16:24Zvi 4:20-22; 12:18
Zvir. 16:25Zvi 14:12; Mt 7:22, 23
Zvir. 16:26Mup 6:7
Zvir. 16:27Zvi 6:12, 14
Zvir. 16:27Jak 3:6
Zvir. 16:28Jak 3:16
Zvir. 16:28Ge 3:1; 1Sa 24:9; VaR 16:17
Zvir. 16:31Re 19:32; Job 32:7; Zvi 20:29
Zvir. 16:31Pis 92:12-14
Zvir. 16:32Zvi 14:29; Jak 1:19
Zvir. 16:32Zvi 25:28
Zvir. 16:33Nu 26:55; Zvi 18:18
Zvir. 16:331Sa 14:41, 42; Mab 1:24, 26
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 16:1-33

Zvirevo

16 Munhu anogadzirira pfungwa dzemwoyo wake,*

Asi zvaanozotaura zvinobva* kuna Jehovha.+

 2 Nzira dzese dzemunhu dzinoita sedzakarurama* kwaari,+

Asi Jehovha anoongorora vavariro yacho.+

 3 Isa zvese zvaunoita mumaoko aJehovha,*+

Uye zvirongwa zvako zvichabudirira.

 4 Jehovha akaita kuti zvinhu zvese zviende nepaanoda kuti chinangwa chake chizadziswe,

Kunyangewo kuti vakaipa vaparadzwe pazuva redambudziko.+

 5 Munhu wese ane mwoyo unozvikudza anosemesa Jehovha.+

Ziva kuti haasi kuzorega kurangwa.

 6 Kukanganisa kunoyananisirwa nerudo rusingachinji pamwe chete nekutendeka,+

Uye kutya Jehovha kunoita kuti munhu abve pane zvakaipa.+

 7 Kana Jehovha achifadzwa nenzira dzemunhu,

Anoita kuti kunyange vavengi vake vave nerugare naye.+

 8 Zviri nani kuva nezvishoma paine kururama+

Pane kuwana zvakawanda asi pasina kutonga zvakarurama.+

 9 Munhu anogona kuronga nzira yake mumwoyo make,

Asi Jehovha ndiye anotungamirira nhanho dzake.+

10 Chisarudzo chakafemerwa* chinofanira kuva pamiromo yamambo;+

Haatombofaniri kutonga nepasipo.+

11 Zviyereso nezvikero zvakarurama zvinobva kuna Jehovha;

Matombo ese ekuyeresa ari muhomwe ibasa rake.+

12 Maitiro akaipa anosemesa madzimambo,+

Nekuti chigaro cheumambo chinomiswa zvakasimba nekururama.+

13 Kutaura kwakarurama kunofadza madzimambo.

Iwo anoda munhu anotaura chokwadi.+

14 Hasha dzamambo dzakaita semutumwa werufu,+

Asi munhu akachenjera anodzitonhodza.+

15 Chiedza chiri pachiso chamambo chinopa upenyu;

Kufarirwa naye kwakaita segore remvura yemasutso.*+

16 Zviri nani kuwana uchenjeri pane kuwana goridhe.+

Kuwana kunzwisisa kunofanira kusarudzwa pane kuwana sirivha.+

17 Mugwagwa mukuru wevakarurama unonyenyeredza zvakaipa.

Munhu wese anochengetedza nzira yake anochengetedza upenyu hwake.*+

18 Kuzvikudza kunotangira kuparara,

Uye kuzvitutumadza kunotangira kugumburwa.+

19 Zviri nani kuzvininipisa* pakati pevanyoro+

Pane kugovana nevanhu vanozvikwidziridza zvinhu zvavapamba.

20 Munhu anodzamisa pfungwa kana pamuka nyaya achabudirira,*

Uye munhu anovimba naJehovha anofara.

21 Munhu ane mwoyo wakachenjera achanzi anonzwisisa,+

Uye anotaura nemutsa anowedzera* kunyengetedza.+

22 Njere itsime reupenyu kune vanadzo,

Asi mapenzi anorangwa neupenzi hwawo.

23 Munhu ane mwoyo wakachenjera anopa muromo wake njere+

Uye anowedzera kunyengetedza pamiromo yake.

24 Mashoko anofadza akaita sezinga reuchi,

Anotapira kumweya* uye anoporesa mapfupa.+

25 Kune nzira inoita seyakarurama kumunhu,

Asi inoguma nerufu.+

26 Kana mushandi achida kudya anoshanda nesimba

Nekuti nzara* ndiyo inomutuma kuti adaro.+

27 Munhu asina maturo anochera zvakaipa;+

Zvaanotaura zvinoita semoto unopisa.+

28 Munhu anodenha* anoita kuti pave nekukakavadzana,+

Uye munhu anotaura mashoko anosvibisa zita remumwe anoparadzanisa shamwari dzepedyo.+

29 Munhu anoita zvemhirizhonga anonyengera muvakidzani wake

Uye anoita kuti aende nenzira isiriyo.

30 Anochonya ziso rake paanenge achironga zvakaipa.

Anoruma miromo yake paanenge achiita misikanzwa.

31 Kuchena musoro ikorona yerunako*+

Kana kuchiwanikwa munzira yekururama.+

32 Munhu anononoka kutsamwa+ anopfuura murume ane simba,

Uye uya anodzora hasha dzake* anopfuura munhu anokunda guta.+

33 Mujenya unokandirwa pamakumbo,+

Asi zvisarudzo zvese zvinobuda zvinobva kuna Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe