RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Kuunganidza zvipo zvekubatsira vaKristu vekuJudhiya (1-15)

      • Tito achatumwa kuKorinde (16-24)

2 VaKorinde 8:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:26

2 VaKorinde 8:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ifashukire.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2001, p. 30

    11/1/1998, pp. 25-26

    12/1/1989, p. 25

2 VaKorinde 8:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 11:29; 2VaK 9:7
  • +Mk 12:43, 44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1998, pp. 25-26

    12/1/1989, p. 25

2 VaKorinde 8:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:25, 26; 1VaK 16:1; 2VaK 9:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    5/2019, p. 3

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 209-210

    Nharireyomurindi,

    3/15/2001, p. 30

    11/1/1998, pp. 25-26

    12/1/1989, p. 25

2 VaKorinde 8:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/1989, p. 25

2 VaKorinde 8:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 12:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1998, p. 30

2 VaKorinde 8:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 6:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 16

2 VaKorinde 8:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/1989, pp. 24-27

2 VaKorinde 8:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 8:20; VaF 2:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1992, pp. 16-17

    1/15/1992, pp. 16-17

2 VaKorinde 8:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:25

2 VaKorinde 8:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 17

2 VaKorinde 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 16:10, 17; Zvi 3:27, 28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2013, p. 15

    12/1/2012, p. 5

    11/1/2000, p. 29

    11/1/1998, p. 26

    1/15/1992, p. 17

2 VaKorinde 8:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ushumiri hwoUmambo,

    6/1998, p. 6

    Nharireyomurindi,

    12/1/1989, p. 26

2 VaKorinde 8:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ushumiri hwoUmambo,

    6/1998, p. 6

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 17

2 VaKorinde 8:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 17

2 VaKorinde 8:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 12:18

2 VaKorinde 8:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1998, p. 7

2 VaKorinde 8:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 16:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2001, pp. 30-31

2 VaKorinde 8:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:4; 1Pe 2:12

2 VaKorinde 8:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 1:22; 2:17

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 8:1VaR 15:26
2 VaK. 8:3Mab 11:29; 2VaK 9:7
2 VaK. 8:3Mk 12:43, 44
2 VaK. 8:4VaR 15:25, 26; 1VaK 16:1; 2VaK 9:1, 2
2 VaK. 8:62VaK 12:18
2 VaK. 8:71Ti 6:18
2 VaK. 8:9Mt 8:20; VaF 2:7
2 VaK. 8:101VaK 7:25
2 VaK. 8:12Dhe 16:10, 17; Zvi 3:27, 28
2 VaK. 8:15Eks 16:18
2 VaK. 8:162VaK 12:18
2 VaK. 8:201VaK 16:1
2 VaK. 8:21Zvi 3:4; 1Pe 2:12
2 VaK. 8:241Pe 1:22; 2:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 8:1-24

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

8 Hama, iye zvino regai tikuzivisei nezvenyasha dzaMwari dzakaitirwa ungano dzekuMakedhoniya.+ 2 Pavaiva mumuedzo mukuru unotambudza, kuwanda kwemufaro wavo neurombo hwavo zvakaita kuti pfuma yavo yekupa zvavainazvo iwande.* 3 Nekuti vakapa zvaienderana nekuwana kwavo;+ ini ndingatovapupurira kuti vakaita zvinotopfuura zvavaiwana,+ 4 uku vari ivo vakazvifungira vega, vakaramba vachikumbira nemwoyo wese kuti vaidawo kupa, kuti vabatsire mubasa rekuyamura vatsvene.+ 5 Uye vakaita zvinopfuura zvataitarisira, vakatanga nekuzvipa ivo pachavo kunaShe nekwatiri maererano nekuda kwaMwari. 6 Saka takakurudzira Tito+ kuti sezvo akanga atanga basa iri pakati penyu, aifanira kupedzisa kuunganidza zvipo izvi zvamakanga mapa nemutsa wenyu. 7 Kunyange zvakadaro, sezvo muri kuwedzera pazvinhu zvese, pakutenda nepashoko neparuzivo nepakuita zvinhu nemwoyo wese nepakukudai kwatinoita, wedzeraiwo pakupa uku kwamuri kuita nemutsa wenyu.+

8 Handisi kutaura izvi ndichiita zvekukuudzai zvekuita, asi ndiri kungoda kuti muzive kuti vamwe vari kuita zvinhu nemwoyo wese uye ndiri kuda kuona kana rudo rwenyu ruri rwechokwadi. 9 Nekuti munoziva nyasha dzaShe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange zvazvo akanga akapfuma, akava murombo achiitira imi,+ kuti muve vapfumi neurombo hwake.

10 Uye panyaya iyi ndiri kutaura maonero anguwo:+ Izvi zvinotobatsira imi, sezvo patova negore kubva pamakazvitanga uye makaratidza kuti mune chido chekuzviita. 11 Saka iye zvino chipedzisai zvamakatanga, kuti muzadzise chido chenyu chekupa maererano nezvamuinazvo. 12 Nekuti kutanga, kana munhu aine chido, zvinonyanya kudiwa ndezvekuti ape maererano nezvaainazvo,+ kwete maererano nezvaasina. 13 Nekuti handidi kuita kuti zvirerukire vamwe zvichiomera imi; 14 asi kuti zvinhu zvienzane, zvenyu zvakawandisa iye zvino zvizadzise kushayiwa kwavo uye zvavo zvakawandisa zvizadzisewo kushayiwa kwenyu, kuti pave nekuenzana. 15 Sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Munhu aiva nezvakawanda aisava nezvakawandisa, uye munhu aiva nezvishoma aisava nezvakanyanya kushomeka.”+

16 Saka tinotenda Mwari kuti akaisa mumwoyo maTito chido chekukubatsirai sechatiinacho,+ 17 nekuti akabvuma zvatakamukurudzira kuti aite, asi nechido chaainacho, ari kuuya kwamuri, uye akazvifungira ega kudaro. 18 Asi pane hama yatiri kutuma kuti iuye pamwe chete naye, ine mukurumbira pamusoro pemashoko akanaka wapararira muungano dzese. 19 Kwete izvozvo chete, asi yakagadzwawo neungano dzese kuti tifambe nayo patiri kupa chipo ichi chemutsa kuti Ishe akudzwe uye zvichiratidza kuti takagadzirira kubatsira. 20 Saka hatisi kuda kuti pave nemunhu anotiwanira mhosva pabasa iri rekuona nezvemupiro uyu uri kupiwa nemwoyo wese.+ 21 Nekuti ‘tiri kuita zvinhu zvese nekutendeseka, kwete pamberi paJehovha* chete, asiwo pamberi pevanhu.’+

22 Tiri kutumazve imwe hama yedu kuti iuye pamwe chete navo, yatakaedza tikaona kuti inoshingaira pazvinhu zvakawanda, asi iye zvino iri kutonyanya kushingaira nekuti ine chivimbo nemi. 23 Asi kana paine mubvunzo nezvaTito, ndinoti iye mumwe wangu uye anoshanda neni kuti zvikunakirei; kana kuti kana paine mubvunzo nezvehama dzedu, ivo vaapostora veungano uye kukudzwa kwaKristu. 24 Saka varatidzei kuti munovada,+ uye ratidzai ungano dzese kuti taitaura chokwadi pataizvirumbidza pamusoro penyu.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe