RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Kutongwa nemunhu ane chivi (1-17)

        • Teerera mirayiro yamambo (2-4)

        • Kutongwa nemunhu kwakaipa (9)

        • Kana mutongo ukasakurumidza kupiwa (11)

        • Idya, inwa, uye fara (15)

Muparidzi 8:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kududzirwa kwenyaya?”

Muparidzi 8:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 24:21, 22; VaR 13:1; Tit 3:1; 1Pe 2:13
  • +2Sa 5:3

Muparidzi 8:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 10:4
  • +1Mad 1:5, 7; Zvi 20:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 16

Muparidzi 8:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:24, 25

Muparidzi 8:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uye mutongo wacho.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:5; 1Pe 3:13
  • +1Sa 24:12, 13; 26:8-10; Pis 37:7

Muparidzi 8:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mutongo wayo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 3:17

Muparidzi 8:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mhepo yekufema; mweya.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “uipi hwavo hahukwanisi kununura vakaipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:48

Muparidzi 8:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achimukuvadza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 1:13, 14; Mik 7:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 31

    Mukai!,

    nha. 3 2017, p. 6

    Nharireyomurindi,

    1/1/2002, pp. 4-5

Muparidzi 8:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:7

Muparidzi 8:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:4, 6
  • +1Sa 2:22, 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2010, p. 4

Muparidzi 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:9; 103:13; 112:1; Isa 3:10; 2Pe 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1997, pp. 17-18

Muparidzi 8:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:10; Isa 57:21
  • +Job 24:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1997, pp. 17-18

Muparidzi 8:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinotsamwisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:15
  • +Pis 37:7; 73:12

Muparidzi 8:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 100:2
  • +Mup 2:24; 3:12, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 44

    Nharireyomurindi,

    10/1/1996, p. 14

Muparidzi 8:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kuti vanhu havarari angava masikati kana usiku.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 1:13; 7:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 16

Muparidzi 8:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 3:11; VaR 11:33
  • +Job 28:12; Mup 7:24; 11:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 8:2Zvi 24:21, 22; VaR 13:1; Tit 3:1; 1Pe 2:13
Mup. 8:22Sa 5:3
Mup. 8:3Mup 10:4
Mup. 8:31Mad 1:5, 7; Zvi 20:2
Mup. 8:41Mad 2:24, 25
Mup. 8:5VaR 13:5; 1Pe 3:13
Mup. 8:51Sa 24:12, 13; 26:8-10; Pis 37:7
Mup. 8:6Mup 3:17
Mup. 8:8Pis 89:48
Mup. 8:9Eks 1:13, 14; Mik 7:3
Mup. 8:10Zvi 10:7
Mup. 8:11Pis 10:4, 6
Mup. 8:111Sa 2:22, 23
Mup. 8:12Pis 34:9; 103:13; 112:1; Isa 3:10; 2Pe 2:9
Mup. 8:13Pis 37:10; Isa 57:21
Mup. 8:13Job 24:24
Mup. 8:14Mup 7:15
Mup. 8:14Pis 37:7; 73:12
Mup. 8:15Pis 100:2
Mup. 8:15Mup 2:24; 3:12, 13
Mup. 8:16Mup 1:13; 7:25
Mup. 8:17Mup 3:11; VaR 11:33
Mup. 8:17Job 28:12; Mup 7:24; 11:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 8:1-17

Muparidzi

8 Ndiani akafanana nemunhu akachenjera? Ndiani anoziva kuti dambudziko rinogadziriswa sei?* Uchenjeri hwemunhu hunojekesa chiso chake, uye hunoita kuti chiso chake chakasungika chisununguke.

2 Ndinoti: “Teerera mirayiro yamambo+ nekuti wakaita mhiko pamberi paMwari.+ 3 Usakurumidza kubva pamberi pake.+ Usamira uchitsigira chakaipa;+ nekuti anogona kuita chero zvaanoda, 4 nekuti zvinenge zvataurwa namambo ndizvozvo;+ ndiani angati kwaari, ‘Muri kuitei?’”

5 Munhu anochengeta murayiro haana chinomuwana,+ uye mwoyo wakachenjera uchaziva nguva yekuita chinhu uye nzira yacho yekuchiita.*+ 6 Nekuti nyaya imwe neimwe ine nguva yayo uye magadzirisirwo ayo,*+ nekuti matambudziko evanhu akawandisa. 7 Hapana anoziva zvichaitika, saka ndiani angamuudza kuti zvichaitika sei?

8 Sezvo pasina munhu ane simba rekutonga simba reupenyu* kana kuti anogona kudzora simba reupenyu, hapanawo ane simba pamusoro pezuva rekufa.+ Sezvo pasina munhu anobvumirwa kudzokera kumba hondo iri pakati, uipi hahuzosiyiwo vaya vanohuita vachipukunyuka.*

9 Zvese izvi ndakazviona, uye ndakaisa mwoyo wangu pamabasa ese aiitwa pasi pezuva, munhu achitonga munhu achimubata zvakaipa.*+ 10 Uye ndakaona vakaipa vachivigwa, vaya vaimbopinda nekubuda munzvimbo tsvene, asi pasina nguva, vakanga vasisayeukwi muguta mavaiita izvozvo.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira.

11 Sezvo mutongo wezvakaipa usina kukurumidza kupiwa,+ mwoyo yevanhu inobva yashingiswa kuita zvakaipa.+ 12 Kunyange zvazvo mutadzi angaita zvakaipa kane zana orarama kwenguva refu, ini ndinoziva kuti zvichafambira zvakanaka vaya vanotya Mwari wechokwadi, nekuti vanomutya.+ 13 Asi hazvizombofambiri zvakanaka munhu akaipa,+ uye haazowedzeri mazuva ake akaita semumvuri,+ nekuti haatyi Mwari.

14 Pane zvinhu zvisina zvazvinobatsira* zvinoitika panyika: Kune vanhu vakarurama vanobatwa sekuti vakaita zvakaipa,+ uye kune vanhu vakaipa vanobatwa sekuti vakaita zvakarurama.+ Ndinoti izviwo hazvina zvazvinobatsira.

15 Saka ini ndakati zviri nani kufara,+ nekuti hapana chinhu chiri nani pasi pezuva kupfuura kuti munhu adye, anwe uye afare; izvi ndizvo zvaanofanira kuita paanenge achishanda nesimba mumazuva eupenyu hwake,+ aanopiwa naMwari wechokwadi pasi pezuva.

16 Ndakaita kuti mwoyo wangu uve neuchenjeri uye uone basa rese riri kuitwa panyika,+ ndichitotadza kurara siku nesikati.* 17 Ndakabva ndafunga nezvebasa rese raMwari wechokwadi, ndikaona kuti vanhu havagoni kunzwisisa zvinoitika pasi pezuva.+ Pasinei nekuti vanhu vanoedza zvakadii, havagoni kuzvinzwisisa. Kunyange vachizviti vakachenjera zvekukwanisa kuziva, havakwanisi kunyatsozvinzwisisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe