RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Jeremiya anogadzwa kuva muprofita (1-10)

      • Chiratidzo chemuti wemuarumondi (11, 12)

      • Chiratidzo chehari yekubikira (13-16)

      • Jeremiya anosimbiswa kuti aite basa rake (17-19)

Jeremiya 1:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zita iri rinogona kunge richireva kuti “Jehovha Anokwidziridza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:8, 18

Jeremiya 1:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 22:1, 2
  • +2Mad 21:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 124

Jeremiya 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:1; 2Mak 36:4
  • +2Mad 24:18, 19
  • +2Mad 25:8, 11; Jer 52:12, 15

Jeremiya 1:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndakakusarudza.”

  • *

    Kana kuti “ndakakutsaura.”

  • *

    ChiHeb., “usati wabuda muchibereko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 13:5; Pis 139:15, 16
  • +Ru 1:13, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 6-7

    Nharireyomurindi,

    4/1/1988, p. 10

Jeremiya 1:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichiri mudiki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 4:10
  • +1Mad 3:5, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2011, p. 29

    4/1/1988, p. 10

    Jeremiya, p. 7

Jeremiya 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 191

    Nharireyomurindi,

    4/1/1988, p. 10

Jeremiya 1:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 2:6
  • +Eks 3:11, 12; Jer 15:20; Mab 18:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 188-191

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 9

    12/15/2005, p. 24

Jeremiya 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 6:7
  • +Eks 4:12, 15; Eze 33:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 33-34

Jeremiya 1:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 18:7-10; 24:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2011, pp. 30, 31-32

    4/1/1988, p. 11

    Jeremiya, p. 168

Jeremiya 1:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “reuya akamuka.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, pp. 8-9

Jeremiya 1:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2011, pp. 28-29

    3/15/2007, pp. 8-9

    2/15/1993, p. 32

Jeremiya 1:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hari yekubikira ine muromo muhombe.”

  • *

    ChiHeb., “iri kupfutidzwa,” zvichiratidza kuti iri pamoto wakapfutidzwa.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 14-15

Jeremiya 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 6:1; 10:22

Jeremiya 1:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 5:15; 6:22; 25:9
  • +Jer 39:3
  • +Dhe 28:52; Jer 34:22; 44:6

Jeremiya 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:20; 2Mad 22:17; 2Mak 7:19, 20
  • +Eze 8:10, 11; Ho 11:2
  • +Isa 2:8

Jeremiya 1:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “sunga hudyu dzako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 2:6

Jeremiya 1:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:20; 20:11; Eze 3:8; Mik 3:8
  • +Jer 26:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2011, p. 32

Jeremiya 1:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 28:15; Eks 3:12; Jos 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 88-89

    Nharireyomurindi,

    4/1/2000, p. 17

    4/1/1988, p. 11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 1:1Jos 21:8, 18
Jer. 1:22Mad 22:1, 2
Jer. 1:22Mad 21:19, 20
Jer. 1:32Mad 24:1; 2Mak 36:4
Jer. 1:32Mad 24:18, 19
Jer. 1:32Mad 25:8, 11; Jer 52:12, 15
Jer. 1:5Vat 13:5; Pis 139:15, 16
Jer. 1:5Ru 1:13, 15
Jer. 1:6Eks 4:10
Jer. 1:61Mad 3:5, 7
Jer. 1:7Eks 7:1, 2
Jer. 1:8Eze 2:6
Jer. 1:8Eks 3:11, 12; Jer 15:20; Mab 18:9, 10
Jer. 1:9Isa 6:7
Jer. 1:9Eks 4:12, 15; Eze 33:7
Jer. 1:10Jer 18:7-10; 24:5, 6
Jer. 1:14Jer 6:1; 10:22
Jer. 1:15Jer 5:15; 6:22; 25:9
Jer. 1:15Jer 39:3
Jer. 1:15Dhe 28:52; Jer 34:22; 44:6
Jer. 1:16Jos 24:20; 2Mad 22:17; 2Mak 7:19, 20
Jer. 1:16Eze 8:10, 11; Ho 11:2
Jer. 1:16Isa 2:8
Jer. 1:17Eze 2:6
Jer. 1:18Jer 15:20; 20:11; Eze 3:8; Mik 3:8
Jer. 1:18Jer 26:12
Jer. 1:19Ge 28:15; Eks 3:12; Jos 1:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 1:1-19

Jeremiya

1 Aya ndiwo mashoko aJeremiya* mwanakomana waHirikiya, mumwe wevapristi vemuAnatoti+ munyika yaBhenjamini. 2 Shoko raJehovha rakauya kwaari mumazuva aJosiya+ mwanakomana waAmone,+ mambo weJudha, mugore rechi13 rekutonga kwake. 3 Rakauyawo mumazuva aJehoyakimu+ mwanakomana waJosiya, mambo weJudha, kusvikira pakupera kwegore rechi11 raZedhekiya+ mwanakomana waJosiya, mambo weJudha, kusvikira Jerusarema ratapwa mumwedzi wechishanu.+

4 Shoko raJehovha rakauya kwandiri, richiti:

 5 “Ndakakuziva* ndisati ndakuumba mudumbu,+

Uye ndakakutsvenesa* usati waberekwa.*+

Ndakakuita muprofita kumarudzi.”

 6 Asi ini ndakati: “Maiwee, Changamire Ishe Jehovha!

Handigoni kutaura,+ nekuti ndinongovawo hangu mukomana.”*+

 7 Jehovha akabva ati kwandiri:

“Usati, ‘Ndinongovawo hangu mukomana.’

Nekuti unofanira kuenda kune vese vandichakutuma kwavari,

Uye unofanira kutaura zvese zvandinokurayira.+

 8 Usatya chimiro chavo,+

Nekuti ‘ndinewe kuti ndikuponese,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.”

9 Jehovha akabva atambanudza ruoko rwake, akabata muromo wangu.+ Uye Jehovha akati kwandiri: “Ndaisa mashoko angu mumuromo mako.+ 10 Hona nhasi ndakugadza kuti uve nesimba pamarudzi uye paumambo, kuti udzure nekukoromora, kuti uparadze nekuputsa, uye kuti uvake nekudyara.”+

11 Shoko raJehovha rakauyazve kwandiri richiti: “Jeremiya, uri kuonei?” Saka ndakati: “Ndiri kuona bazi remuti wemuarumondi.”*

12 Jehovha akati kwandiri: “Waona zvakanaka, nekuti ndakanyatsomuka kuti ndizadzise shoko rangu.”

13 Shoko raJehovha rakauya kwandiri kechipiri richiti: “Uri kuonei?” Saka ndakati: “Ndiri kuona hari* iri kufashaira,* uye yakarereka, muromo wayo wakafuratira kuchamhembe.” 14 Jehovha akabva ati kwandiri:

“Dambudziko richatsvudzuka richibva kuchamhembe,

Richiuya pavagari vese vemunyika.+

15 Nekuti ‘ndiri kushevedza mhuri dzese dzeumambo hwekuchamhembe,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,+

‘Uye huchauya; humwe nehumwe huchagadzika chigaro chahwo

Pamagedhi eJerusarema,+

Nepamasvingo aro kumativi ese

Uye pamaguta ese eJudha.+

16 Ndichazivisa mitongo yangu pavari pamusoro pezvakaipa zvavo zvese,

Nekuti vakandisiya,+

Uye vari kukwidza utsi hwezvibayiro kune vamwe vanamwari,+

Vachikotamira mabasa emaoko avo.’+

17 Asi iwe gadzirira kuita basa,*

Uye unofanira kusimuka wovaudza zvese zvandinokurayira.

Usavatya,+

Kuti ini ndirege kukutyisa pamberi pavo.

18 Nekuti nhasi ndakuita guta rakakomberedzwa nemasvingo,

Mbiru yesimbi, uye masvingo emhangura kuti urwisane nenyika yacho yese,+

Nemadzimambo eJudha nemachinda ayo,

Nevapristi vayo nevanhu vemunyika yacho.+

19 Vacharwa newe

Asi havazokukundi,

Nekuti ‘ndinewe+ kuti ndikuponese,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe