RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Tsamba dzekurumbidza (1-3)

      • Vashumiri vesungano itsva (4-6)

      • Sungano itsva inobwinya kupfuura yekare (7-18)

2 VaKorinde 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, pp. 13-14

2 VaKorinde 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 9:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, pp. 13-14

    6/15/1988, p. 30

2 VaKorinde 3:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 3:5
  • +Eks 31:18; 34:1
  • +Zvi 3:3; 7:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, pp. 13-14

    6/15/1988, p. 30

2 VaKorinde 3:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, pp. 14-15

2 VaKorinde 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 4:12, 15; VaF 2:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2008, p. 28

    2/15/2002, pp. 24-25

    11/15/2000, pp. 17-19

    7/15/1990, pp. 14-15

2 VaKorinde 3:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 8:6
  • +VaR 13:9
  • +VaG 3:10
  • +Joh 6:63

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2002, pp. 24-25

    11/15/2000, pp. 17-19

    7/15/1990, pp. 14-15

    “Rugwaro Rwose,” p. 24

2 VaKorinde 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:18; 32:16
  • +Eks 34:29, 30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, p. 16

2 VaKorinde 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 2:1, 4
  • +1Pe 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, p. 16

2 VaKorinde 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 27:26
  • +Eks 34:35
  • +VaR 3:21, 22

2 VaKorinde 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaK 2:16, 17

2 VaKorinde 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:16; 24:17
  • +VaH 12:22-24

2 VaKorinde 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 1:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, p. 16

2 VaKorinde 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:33-35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, p. 16

2 VaKorinde 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 11:7
  • +Joh 12:40
  • +VaR 7:6; VaE 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/2009, p. 21

    8/15/2005, p. 20

    3/15/2004, p. 16

    2/1/1998, p. 10

    3/1/1995, p. 19

    7/15/1990, p. 16

    “Rugwaro Rwose,” p. 11

2 VaKorinde 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 15:21
  • +VaR 11:8

2 VaKorinde 3:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2018, p. 9

    Nharireyomurindi,

    8/15/2005, p. 23

    7/15/1990, p. 16

2 VaKorinde 3:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 4:24
  • +Isa 61:1; VaR 6:14; 8:15; VaG 5:1, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, pp. 19-20

    4/2018, pp. 8-9

    Nharireyomurindi,

    7/15/2012, p. 10

    1/15/1991, p. 6

2 VaKorinde 3:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

  • *

    ChiGir., “kubva pakubwinya kuenda pakubwinya.”

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nezvinoitwa nemweya waJehovha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:6; VaE 4:23, 24; 5:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2012, pp. 23-24

    8/15/2005, pp. 14-15, 24

    3/15/2004, pp. 16-17

    9/15/1990, p. 26

    8/15/1990, p. 29

    7/15/1990, pp. 16-18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 3:21VaK 9:2
2 VaK. 3:31VaK 3:5
2 VaK. 3:3Eks 31:18; 34:1
2 VaK. 3:3Zvi 3:3; 7:3
2 VaK. 3:5Eks 4:12, 15; VaF 2:13
2 VaK. 3:6VaH 8:6
2 VaK. 3:6VaR 13:9
2 VaK. 3:6VaG 3:10
2 VaK. 3:6Joh 6:63
2 VaK. 3:7Eks 31:18; 32:16
2 VaK. 3:7Eks 34:29, 30
2 VaK. 3:8Mab 2:1, 4
2 VaK. 3:81Pe 4:14
2 VaK. 3:9Dhe 27:26
2 VaK. 3:9Eks 34:35
2 VaK. 3:9VaR 3:21, 22
2 VaK. 3:10VaK 2:16, 17
2 VaK. 3:11Eks 19:16; 24:17
2 VaK. 3:11VaH 12:22-24
2 VaK. 3:121Pe 1:3, 4
2 VaK. 3:13Eks 34:33-35
2 VaK. 3:14VaR 11:7
2 VaK. 3:14Joh 12:40
2 VaK. 3:14VaR 7:6; VaE 2:15
2 VaK. 3:15Mab 15:21
2 VaK. 3:15VaR 11:8
2 VaK. 3:16Eks 34:34
2 VaK. 3:17Joh 4:24
2 VaK. 3:17Isa 61:1; VaR 6:14; 8:15; VaG 5:1, 13
2 VaK. 3:182VaK 4:6; VaE 4:23, 24; 5:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 3:1-18

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

3 Totanga zvakare kukuratidzai kuti tiri vanaani here? Kana kuti isuwo, kungofanana nevamwe vanhu, tinofanira kukutumirai tsamba dzinotirumbidza kana kuti tinofanira kuwana dzinobva kwamuri here? 2 Imi ndimi tsamba yedu,+ yakanyorwa mumwoyo medu, inozivikanwa uye inoverengwa nevanhu vese. 3 Nekuti zviri pachena kuti muri tsamba yaKristu yakanyorwa nesu sevashumiri,+ isina kunyorwa neingi asi nemweya waMwari mupenyu, kwete pamahwendefa ematombo,+ asi pamahwendefa enyama, pamwoyo.+

4 Tine chivimbo ichi muna Mwari kuburikidza naKristu. 5 Kwete kuti isu tinonyatsokodzera zvekuti tinofunga kuti zvinhu zvese zvinobva kwatiri, asi kunyatsokodzera kwedu kunobva kuna Mwari,+ 6 uyo akaita kuti tive vakanyatsokodzera kuva vashumiri vesungano itsva+ yemweya, kwete yebumbiro remutemo rakanyorwa;+ nekuti bumbiro remutemo rakanyorwa rinotongera rufu,+ asi mweya unoraramisa.+

7 Zvino kana bumbiro remutemo rinokonzera rufu, iro rakanga rakanyorwa richiita zvekutemerwa pamatombo+ rakavapo nekubwinya, zvekuti vanakomana vaIsraeri vaisagona kuramba vakatarisa chiso chaMozisi nemhaka yekubwinya kwaiita chiso chake,+ iko kubwinya kwaizopera, 8 mabasa emweya+ haafaniri kuva nekubwinya kwakatokura here?+ 9 Nekuti kana bumbiro remutemo raipa mhosva+ raibwinya,+ ushumiri hunobatsira vanhu kuva vakarurama huchava nekubwinya kwakatokura!+ 10 Ndingatoti kunyange chiya chakamboitwa kuti chibwinye chakabvisirwa kubwinya kwacho nekumwe kubwinya kunochipfuura.+ 11 Nekuti kana chiya chaizogumiswa chakaunzwa nekubwinya,+ chiya chicharamba chiripo chinotofanira kunge chichiva nekubwinya kwakatokura!+

12 Sezvo tiine tariro yakadai,+ tinotaura takanyatsosununguka, 13 tisingaiti zvaiitwa naMozisi paaizvifukidza chiso chake nejira+ kuti vanakomana vaIsraeri varege kuramba vakatarisa kuguma kwezvaizogumiswa. 14 Asi pfungwa dzavo dzakagomara.+ Nekuti nanhasi vakafukidzwa pfungwa dzavo panoverengwa sungano yekare,+ nekuti jira racho rinongobviswa chete naKristu.+ 15 Ndingati nanhasi, pese panoverengwa zvakanyorwa naMozisi,+ vanenge vakafukidzwa mwoyo yavo.+ 16 Asi munhu paanotendeukira kuna Jehovha,* chakamufukidza chacho chinobviswa.+ 17 Jehovha* Mweya,+ uye pane mweya waJehovha,* pane rusununguko.+ 18 Uye isu tese, patinopenya semagirazi tichiratidza kubwinya kwaJehovha* tiine zviso zvisina kufukidzwa, tinoshandurwa mumufananidzo mumwe chete tichiwedzera kubwinya kwedu,* kungofanana nezvinoitwa naJehovha,* uyo ari Mweya.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe