RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 40
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuonga Mwari asina waakaenzana naye

        • Mabasa aMwari akawanda zvekusatsanangurika (5)

        • Zvibayiro hazvisi izvo zvinonyanya kukosheswa naMwari (6)

        • “Ndinofarira kuita kuda kwenyu” (8)

Pisarema 40:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndakamirira Jehovha nemwoyo murefu.”

  • *

    Kana kuti “akakotama kuti anditeerere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:15

Pisarema 40:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:3; 98:1

Pisarema 40:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2006, pp. 13-14

Pisarema 40:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 15:3
  • +Eks 15:11
  • +Pis 139:17, 18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 47

Pisarema 40:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kufadzwa nechibayiro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:22; Pis 51:16, 17; Ho 6:6
  • +Isa 50:5
  • +VaH 10:5-9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1996, p. 14

    10/15/1990, p. 12

Pisarema 40:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 24:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1996, p. 14

    10/15/1990, p. 12

Pisarema 40:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Chido changu ndechekuita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 4:34
  • +Pis 37:31; VaR 7:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2017, p. 13

    Nharireyomurindi,

    11/15/2012, pp. 6-7

    7/1/1996, p. 14

    3/1/1994, p. 30

    10/15/1990, p. 12

    “Rugwaro Rwose,” p. 105

Pisarema 40:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:22
  • +VaH 13:15

Pisarema 40:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 2:12

Pisarema 40:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 61:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2005, pp. 9, 11-12

Pisarema 40:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:20
  • +Pis 38:4

Pisarema 40:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:17
  • +Pis 38:22; 70:1-5

Pisarema 40:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kutsvaga mweya wangu.”

Pisarema 40:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:29
  • +Pis 13:5
  • +Pis 35:27

Pisarema 40:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 54:4; Isa 50:7; VaH 13:6
  • +Pis 143:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 40:1Pis 34:15
Pis. 40:3Pis 33:3; 98:1
Pis. 40:5Zva 15:3
Pis. 40:5Eks 15:11
Pis. 40:5Pis 139:17, 18
Pis. 40:61Sa 15:22; Pis 51:16, 17; Ho 6:6
Pis. 40:6Isa 50:5
Pis. 40:6VaH 10:5-9
Pis. 40:7Ru 24:44
Pis. 40:8Joh 4:34
Pis. 40:8Pis 37:31; VaR 7:22
Pis. 40:9Pis 22:22
Pis. 40:9VaH 13:15
Pis. 40:10VaH 2:12
Pis. 40:11Pis 61:6, 7
Pis. 40:12Pis 71:20
Pis. 40:12Pis 38:4
Pis. 40:13Pis 25:17
Pis. 40:13Pis 38:22; 70:1-5
Pis. 40:16Dhe 4:29
Pis. 40:16Pis 13:5
Pis. 40:16Pis 35:27
Pis. 40:17Pis 54:4; Isa 50:7; VaH 13:6
Pis. 40:17Pis 143:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 40:1-17

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

40 Ndakatarisira kuna Jehovha nemwoyo wese,*

Uye akarerekera nzeve yake kwandiri,* akanzwa kuchemera kwangu kubatsirwa.+

 2 Akandibudisa mugomba rine mvura ine ruzha,

Mumadhaka anotsvedza.

Uye akaisa tsoka dzangu pamusoro pedombo;

Akasimbisa pandakanga ndakatsika.

 3 Akabva aisa rwiyo rutsva mumuromo mangu,+

Rwekurumbidza Mwari wedu.

Vazhinji vachatarisa vachishamiswa

Uye vachavimba naJehovha.

 4 Anofara munhu anovimba naJehovha

Uye asingavimbi nevanhu vasingateereri kana kuti vanhu venhema.

 5 Chokwadi makaita zvinhu zvizhinji,

Haiwa Jehovha Mwari wangu,

Mabasa enyu anoshamisa mazhinji uye zvamunofunga nezvedu zvakawanda.+

Hakuna mumwe angaenzaniswa nemi;+

Kudai ndaida kuedza kuarondedzera uye kutaura nezvawo,

Aizondiwandira zvekutadza kuatsanangura!+

 6 Hamuna kuda chibayiro* nemupiro,+

Asi makavhura nzeve dzangu kuti ndinzwe.+

Hamuna kukumbira zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvechivi.+

 7 Ndakabva ndati: “Onai, ndauya.

Mubhuku makanyorwa nezvangu.+

 8 Ndinofarira kuita* kuda kwenyu, haiwa Mwari wangu,+

Uye mutemo wenyu uri mukatikati mangu.+

 9 Ndinozivisa mashoko akanaka ekururama muungano yakakura.+

Onai! Handivhari miromo yangu,+

Sezvamunonyatsoziva Jehovha.

10 Handivanzi kururama kwenyu mumwoyo mangu.

Ndinozivisa kutendeka kwenyu neruponeso rwenyu.

Handivanzi rudo rwenyu rusingachinji uye chokwadi chenyu muungano yakakura.”+

11 Haiwa Jehovha, musarega kundinzwira tsitsi.

Rudo rwenyu rusingachinji uye chokwadi chenyu ngazvigare zvichindichengetedza.+

12 Matambudziko akandikomba akawanda zvekusaverengeka.+

Zvikanganiso zvangu zvakawanda zvekunditadzisa kuona nzira yangu;+

Zvakawanda kupfuura bvudzi remusoro wangu,

Uye ndaora mwoyo.

13 Haiwa Jehovha, ivai nechido chekundiponesa.+

Haiwa Jehovha, kurumidzai kuzondibatsira.+

14 Dai vese vari kutsvaga kundiuraya*

Vakanyara uye vakashaya pekupinda.

Dai vaya vanofarira dambudziko rangu

Vakadzokera vachinyara.

15 Dai vaya vari kuti kwandiri: “Tsvatu waro! Tsvatu waro!”

Vakavhundutswa nenyadzi dzavo.

16 Asi itai kuti vaya vari kukutsvagai+

Vapembere nemufaro vachikufarirai.+

Vaya vanoda mabasa enyu ekuponesa ngavagare vachiti:

“Jehovha ngaakudzwe.”+

17 Asi ini handina simba uye ndiri murombo;

Jehovha ngaafungewo nezvangu.

Ndimi mubatsiri wangu nemununuri wangu;+

Mwari wangu, musanonoka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe