RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 33
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Musiki ngaarumbidzwe

        • “Muimbirei rwiyo rutsva” (3)

        • Kusikwa kwezvinhu neshoko raJehovha uye nemweya wake (6)

        • Rudzi rwaJehovha runofara (12)

        • Ziso raJehovha riri pane vanomutya (18)

Pisarema 33:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 4:4

Pisarema 33:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Muridzirei rwiyo.”

Pisarema 33:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:3; 98:1; 149:1; Isa 42:10; Zva 5:9

Pisarema 33:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 12:6

Pisarema 33:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 37:23; Pis 11:7; 45:7
  • +Pis 145:16; Mab 14:17

Pisarema 33:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mauto azvo ese akavapo.”

  • *

    Kana kuti “nekufema kwemuromo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 7

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 20

Pisarema 33:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:9; Job 38:8-11; Zvi 8:29; Jer 5:22

Pisarema 33:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:7

Pisarema 33:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 148:4, 5
  • +Pis 119:90

Pisarema 33:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinofungwa nevanhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 8:10; 19:3
  • +Pis 21:8, 11

Pisarema 33:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zano raJehovha richamira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:21; Isa 46:10

Pisarema 33:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:29
  • +Pis 65:4; 135:4; 1Pe 2:9

Pisarema 33:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 11:4; 14:2; Zvi 15:3; VaH 4:13

Pisarema 33:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:9; Job 34:21; Zvi 24:12

Pisarema 33:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:6
  • +2Mak 32:21; Pis 44:4, 5

Pisarema 33:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yekukunda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 7:6, 7; Pis 20:7; Zvi 21:31; Isa 31:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 20

    6/1/1991, p. 19

Pisarema 33:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 36:7; Pis 34:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 20

Pisarema 33:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anunure mweya yavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 33:15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 20

Pisarema 33:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wedu uri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:29

Pisarema 33:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:7; Zvi 18:10

Pisarema 33:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:10
  • +Mik 7:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 33:1VaF 4:4
Pis. 33:3Pis 40:3; 98:1; 149:1; Isa 42:10; Zva 5:9
Pis. 33:4Pis 12:6
Pis. 33:5Job 37:23; Pis 11:7; 45:7
Pis. 33:5Pis 145:16; Mab 14:17
Pis. 33:6VaH 11:3
Pis. 33:7Ge 1:9; Job 38:8-11; Zvi 8:29; Jer 5:22
Pis. 33:8Zva 14:7
Pis. 33:9Pis 148:4, 5
Pis. 33:9Pis 119:90
Pis. 33:10Isa 8:10; 19:3
Pis. 33:10Pis 21:8, 11
Pis. 33:11Zvi 19:21; Isa 46:10
Pis. 33:12Dhe 33:29
Pis. 33:12Pis 65:4; 135:4; 1Pe 2:9
Pis. 33:13Pis 11:4; 14:2; Zvi 15:3; VaH 4:13
Pis. 33:151Mak 28:9; Job 34:21; Zvi 24:12
Pis. 33:16Jos 11:6
Pis. 33:162Mak 32:21; Pis 44:4, 5
Pis. 33:172Mad 7:6, 7; Pis 20:7; Zvi 21:31; Isa 31:1
Pis. 33:18Job 36:7; Pis 34:15
Pis. 33:19Isa 33:15, 16
Pis. 33:20Dhe 33:29
Pis. 33:21Pis 28:7; Zvi 18:10
Pis. 33:22Pis 32:10
Pis. 33:22Mik 7:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 33:1-22

Mapisarema

33 Pemberai nemufaro imi vakarurama, pamusana pezvakaitwa naJehovha.+

Zvakakodzera kuti vakarurama vamurumbidze.

 2 Ongai Jehovha nerudimbwa;

Imbai muchimurumbidza* nechiridzwa chine tambo gumi.

 3 Muimbirei rwiyo rutsva;+

Ridzai tambo zvine unyanzvi, muchishevedzera nemufaro.

 4 Nekuti shoko raJehovha rakarurama,+

Uye zvese zvaanoita zvakavimbika.

 5 Iye anoda kururama uye kutonga zvakarurama.+

Nyika yakazara nerudo rwaJehovha rusingachinji.+

 6 Denga rakaitwa neshoko raJehovha,+

Uye zvese zviri mariri zvakavapo* nemweya wemuromo* wake.

 7 Anounganidza mvura yemugungwa sedziva;+

Anoisa mvura ine mafungu mumatura.

 8 Nyika yese ngaitye Jehovha.+

Vagari vese vemunyika ngavamutye.

 9 Nekuti akataura, uye zvakavapo;+

Akarayira, uye zvakamira zvakasimba.+

10 Jehovha akavhiringidza mazano emarudzi;+

Akaita kuti zvirongwa zvevanhu* zvikundikane.+

11 Asi mitongo yaJehovha ichamira* nekusingagumi;+

Pfungwa dzemwoyo wake dzicharamba dziripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.

12 Runofara rudzi runonamata Jehovha saMwari warwo,+

Vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.+

13 Jehovha anotarisa ari kudenga;

Anoona vanakomana vese vevanhu.+

14 Anotarisa vagari vepanyika

Ari panzvimbo yake yaanogara.

15 Ndiye ari kuumba mwoyo yavo vese;

Anoongorora mabasa avo ese.+

16 Hapana mambo anoponeswa neuto rakakura;+

Murume akasimba haaponeswi nesimba rake rakawanda.+

17 Bhiza rinopa tariro yenhema yekupona;*+

Kuva kwaro nesimba guru hakurevi kuti munhu achapukunyuka.

18 Onai! Ziso raJehovha riri pane vaya vanomutya,+

Vaya vanomirira rudo rwake rusingachinji,

19 Kuti avanunure* parufu

Uye kuti avachengetedze vari vapenyu panzara.+

20 Tiri* kutarisira kuna Jehovha.

Ndiye mubatsiri wedu nenhoo yedu.+

21 Mwoyo yedu inofadzwa naye,

Nekuti tinovimba nezita rake dzvene.+

22 Rudo rwenyu rusingachinji ngaruuye patiri, haiwa Jehovha,+

Patiri kuramba takakumirirai.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe