RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaGaratiya 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaGaratiya

      • Pauro anoonana nevaapostora kuJerusarema (1-10)

      • Pauro anotsiura Petro (Kefasi) (11-14)

      • Kutenda chete ndiko kunoita kuti munhu anzi akarurama (15-21)

VaGaratiya 2:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 9:27
  • +Mab 15:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1998, p. 29

VaGaratiya 2:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2018, p. 24

VaGaratiya 2:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 2:13
  • +Mab 16:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1998, p. 29

VaGaratiya 2:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kusora.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 15:1, 24
  • +2VaK 3:17; VaG 5:1
  • +VaG 4:9

VaGaratiya 2:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 2:14

VaGaratiya 2:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 2:9

VaGaratiya 2:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 22:21; VaR 11:13; 1Ti 2:7

VaGaratiya 2:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 9:15

VaGaratiya 2:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Petro.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 3:8
  • +Mab 15:13
  • +Mab 13:2; 15:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupupurira Kwazvo, p. 112

    Nharireyomurindi,

    10/15/2005, pp. 12-14

    “Rugwaro Rwose,” pp. 250, 251-252

VaGaratiya 2:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 11:29, 30; 1VaK 16:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2012, p. 8

    5/1/2006, p. 5

    12/1/1989, p. 24

VaGaratiya 2:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Petro.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:42
  • +Mab 11:25, 26; 15:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1989, p. 12

VaGaratiya 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 12:17
  • +Mab 10:26, 28; 11:2, 3
  • +Mab 21:20, 21

VaGaratiya 2:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Petro.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 10:34, 35
  • +Mab 15:10, 28, 29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2013, p. 7

    Mukai!,

    11/8/1998, p. 20

VaGaratiya 2:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 1:17; Jak 2:23
  • +Mab 13:39; VaR 5:17; 1VaK 6:11
  • +VaR 3:20-22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1989, p. 5

VaGaratiya 2:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 7:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2021, p. 15

    6/2021, p. 31

VaGaratiya 2:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:6; VaG 5:24
  • +1Pe 4:1, 2
  • +2VaK 5:15
  • +1Ti 2:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 27

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2021, p. 22

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2019, p. 28

    7/2019, pp. 30-31

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 246-247

    Nharireyomurindi,

    8/15/2008, p. 26

    8/1/2005, p. 29

    3/1/1996, p. 6

    4/1/1995, p. 14

VaGaratiya 2:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:17
  • +VaG 3:21; VaH 7:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaG. 2:1Mab 9:27
VaG. 2:1Mab 15:1, 2
VaG. 2:32VaK 2:13
VaG. 2:3Mab 16:3
VaG. 2:4Mab 15:1, 24
VaG. 2:42VaK 3:17; VaG 5:1
VaG. 2:4VaG 4:9
VaG. 2:5VaG 2:14
VaG. 2:6VaG 2:9
VaG. 2:7Mab 22:21; VaR 11:13; 1Ti 2:7
VaG. 2:8Mab 9:15
VaG. 2:9VaE 3:8
VaG. 2:9Mab 15:13
VaG. 2:9Mab 13:2; 15:25
VaG. 2:10Mab 11:29, 30; 1VaK 16:1
VaG. 2:11Joh 1:42
VaG. 2:11Mab 11:25, 26; 15:35
VaG. 2:12Mab 12:17
VaG. 2:12Mab 10:26, 28; 11:2, 3
VaG. 2:12Mab 21:20, 21
VaG. 2:14Mab 10:34, 35
VaG. 2:14Mab 15:10, 28, 29
VaG. 2:16VaR 1:17; Jak 2:23
VaG. 2:16Mab 13:39; VaR 5:17; 1VaK 6:11
VaG. 2:16VaR 3:20-22
VaG. 2:19VaR 7:9
VaG. 2:20VaR 6:6; VaG 5:24
VaG. 2:201Pe 4:1, 2
VaG. 2:202VaK 5:15
VaG. 2:201Ti 2:5, 6
VaG. 2:21Joh 1:17
VaG. 2:21VaG 3:21; VaH 7:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaGaratiya 2:1-21

Tsamba kuvaGaratiya

2 Pashure pemakore 14, ndakazokwidzazve kuJerusarema ndiina Bhanabhasi,+ pamwe chete naTito.+ 2 Ndakakwidza ikoko nekuti ndine zvandakanga ndazarurirwa, uye ndakavaudza mashoko akanaka andiri kuparidza nezvawo pakati pemamwe marudzi. Asi ndakangotaura nevarume vanoremekedzwa zvikuru tiri pedu tega, kuti ndive nechokwadi kuti ndakanga ndisiri kumhanyira kana kuti ndisina kumhanyira pasina. 3 Asi kunyange Tito,+ wandakanga ndiinaye, haana kumanikidzwa kuti achecheudzwe,+ kunyange zvazvo aiva muGiriki. 4 Asi nyaya iyoyo yakamuka pamusana pehama dzenhema dzakapinzwa chinyararire.+ Dzakaverevedza dzichida kuongorora pachivande* rusununguko+ rwatiinarwo tiri pamwe naKristu Jesu, kuti dzinyatsotiita varanda;+ 5 hatina kana kumbobvuma kuzviisa pasi pavo,+ kunyange kwekanguva, kuti chokwadi chemashoko akanaka chirambe chiinemi.

6 Asi kana vari vaya vaiita sevanokosha,+ handinei nekuti vanhu vakaita sei, nekuti Mwari haatarisi zvakaita munhu nechekunze. Varume ivavo vairemekedzwa zvikuru havana kana chitsva chavakandiudza. 7 Asi pavakatoona kuti ndakanga ndapiwa basa rekuzivisa mashoko akanaka kuvaya vasina kuchecheudzwa,+ sezvakanga zvaitwawo Petro kuvaya vakachecheudzwa, 8 (nekuti uya akapa Petro simba rekuti ave muapostora kune vaya vakachecheudzwa, ndiye akandipawo simba pavanhu vemamwe marudzi)+ 9 uye pavakaziva nezvenyasha dzandakaratidzwa,+ Jakobho+ naKefasi* naJohani, vaya vainzi ndivo mbiru, vakabata Bhanabhasi neni+ maoko erudyi zvichiratidza kuti tiri pamwe chete, kuti isu tiende kune mamwe marudzi, asi ivo kune vakachecheudzwa. 10 Chavakangotikumbira ndechekuti tifungewo nezvevarombo, zvinova ndizvo zvandiri kuedza kuita nemwoyo wese.+

11 Asi Kefasi*+ paakauya kuAndiyoki,+ ndakamutsiura takanyatsotarisana, nekuti zvaiva pachena kuti aikanganisa. 12 Nekuti vamwe varume vaibva kuna Jakobho+ vasati vasvika, aidya nevanhu vemamwe marudzi;+ asi pavakasvika, akabva arega kudaro, akazviparadzanisa navo, achitya vaya vakachecheudzwa.+ 13 Vamwe vaJudha vese vakabatanawo naye pakunyengera uku, zvekuti kunyange Bhanabhasi akabatanawo navo paunyengeri hwavo. 14 Asi pandakaona kuti vakanga vasiri kufamba maererano nechokwadi chemashoko akanaka,+ ndakati kuna Kefasi* pamberi pavo vese: “Kana iwe, muJudha, uchirarama sezvinoita mamwe marudzi, kwete sezvinoita vaJudha, sei uri kumanikidza vanhu vemamwe marudzi kuti vararame maererano netsika dzechiJudha?”+

15 Isu vacho vakazvarwa vari vaJudha, kwete vatadzi vanobva kune mamwe marudzi, 16 tinoziva kuti munhu haanzi akarurama nemabasa emutemo, asi nekutenda+ muna Kristu Jesu chete.+ Saka takatenda muna Kristu Jesu, kuti tinzi takarurama nekutenda muna Kristu, kwete nemabasa emutemo, nekuti hapana munhu achanzi akarurama nemabasa emutemo.+ 17 Kana isu takaonekwawo tiri vatadzi pataiedza kunzi takarurama pachishandiswa Kristu, saka Kristu mushumiri wechivi here? Kwete, handizvo! 18 Kana ndikavakazve zvinhu zvandakamboputsa, ndinoratidza kuti ndinotyora mutemo. 19 Nekuti pachishandiswa mutemo ndakafa kumutemo,+ kuti ndive mupenyu kuna Mwari. 20 Ndakarovererwa pamwe chete naKristu.+ Handisisiri ini ndiri kurarama,+ asi Kristu ndiye ari kurarama ari pamwe neni. Upenyu hwandava kurarama iye zvino munyama ndinohurarama nekutenda muMwanakomana waMwari,+ uyo akandida, akazvipa nekuda kwangu.+ 21 Handirambi nyasha dzaMwari,+ nekuti kana kururama kuchiunzwa nemutemo, chokwadi Kristu akafira pasina.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe