RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/94 p. 2
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1997
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
km 3/94 p. 2

Mashoko Oushe

Bolivia: Bazu racho rakashuma chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi 9 588 nokuda kwaOctober. Vakasvikawo zviverengero zvitsva zvapamusoro mufundo dzeBhaibheri dzapamusha, shanyo dzedzokerero, vaparidzi veungano, uye mapiona enguva dzose. Vaparidzi veungano vakaita avhareji yamaawa 14 muushumiri hwomumunda.

India: Muna October chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi 13 217 chakasvikwa. Ichochi chakanga chiri chiverengero chavo chapamusoro chechitatu chinotevedzana.

Lithuania: Mushumo waOctober unoratidza chiverengero chitsva chapamusoro chavaparidzi 871, wedzero ye 39 muzana kupfuura October 1992.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe