RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 March p. 5
  • March 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 March p. 5

March 21-27

JOBHO 6-10

  • Rwiyo 68 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Murume Akatendeka Jobho Anotaura Nezvekurwadziwa Kwake”: (10 min.)

    • Job 6:1-3, 9, 10, 26; 7:11, 16​—Zvinotaurwa nevanhu pavanenge vachirwadziwa hazvirevi hazvo kuti vane mwoyo yakaipa (w13 8/15 19 ¶7; w13 5/15 22 ¶13)

    • Job 9:20-22​—Jobho akasvika pakufunga zvisiri izvo kuti Mwari akanga asina basa nazvo kuti aizoramba akatendeka here kana kuti kwete (w15 7/1 12 ¶2)

    • Job 10:12​—Kunyange paakasangana nemiedzo yakakura, Jobho akataura zvakanaka nezvaJehovha (w09 4/15 7 ¶18; w09 4/15 10 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 6:14​—Jobho akaratidza sei kukosha kwemutsa werudo? (w10 11/15 32 ¶20)

    • Job 7:9, 10; 10:21​—Kana kuri kuti Jobho aitenda kuti kuchava nerumuko nei akataura zviri mumavhesi aya? (w06 3/15 14 ¶11)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 9:1-21 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: wp16.2 16​—Taurai urongwa hwekupa mupiro. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: wp16.2 16. Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: fg chidzidzo 2 ¶6-8 (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 114

  • Ratidza Kunzwisisa Paunenge Uchinyaradza Vamwe: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakaonekwa nevakuru paChikoro Choushumiri hwoUmambo. Kana mapedza, kumbirai vateereri kuti vataure zvakanaka zvaitwa nehama mbiri zvatinogona kuita pakukurudzira munhu anenge ataura nezvekurwadziwa kwaari kuitwa nemhaka yekuti akafirwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 11 ¶12-20 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 27 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe