RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 March p. 6
  • March 28–April 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 28–April 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 March p. 6

March 28–April 3

JOBHO 11-15

  • Rwiyo 111 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jobho Aitenda Zvakasimba Kuti Vakafa Vachamutswa”: (10 min.)

    • Job 14:1, 2​—Jobho akataura zvakaita upenyu hwevanhu iye zvino (w15 3/1 3; w10 5/1 5 ¶2; w08 3/1 3 ¶3)

    • Job 14:13-15a​—Jobho aiziva kuti Jehovha aisazomukanganwa (w15 8/1 5; w14 1/1 7 ¶4; w11 3/1 22 ¶2-4)

    • Job 14:15b​—Jehovha anokoshesa vashumiri vake vakatendeka (w15 8/1 7 ¶3; w14 6/15 14 ¶12; w11 3/1 22 ¶3-6)

  • Kutsvaga Pfuma Iri muBhaibheri: (8 min.)

    • Job 12:12​—Nei vaKristu vakura vachikwanisa kubatsira vaKristu vechidiki? (g99-E 7/22 11, bhokisi; g99 8/8 p. 11, bhokisi)

    • Job 15:27​—Erifazi airevei paakataura kuti chiso chaJobho chainge ‘chakafukidzwa nokukora’? (it-1-E 802 ¶4)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 14:1-22 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: fg chidzidzo 13 ¶1​—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: fg chidzidzo 13 ¶2​—Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: fg chidzidzo 13 ¶3-4 (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 134

  • Zvomuungano yenyu: (5 min.)

  • “Rudzikinuro Rwunoita Kuti Pave Nerumuko”: (10 min.) Kukurukurirana. Pedzisai nekuratidza vateereri vhidhiyo yatakaona paGungano Remunharaunda ra2014 raiti “Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo hwaMwari!”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 12 ¶1-12 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe