RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 March p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • CHII CHINONZI UMAMBO HWAMWARI? (T-36)
  • PEPA REKUKOKA VANHU KUCHIRANGARIDZO
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 March p. 1
Zvapupu zvaJehovha zvichikoka mumwe murume kuChirangaridzo kuAlbania

Kukoka vanhu kuzoyeuka rufu rwaJesu muAlbania

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Nharireyomurindi Nhamba 2 2017 | Unogamuchira Here Chipo Chikuru chaMwari?

Mubvunzo: Munofunga kuti ndechipi chipo chikuru chatakapiwa naMwari?

Rugwaro: Joh 3:16

Zvekutaura: Magazini iyi inotsanangura kuti nei Mwari akatuma Jesu kuti azotifira uye kuti tingaratidza sei kuti tinotenda zvatakaitirwa.

CHII CHINONZI UMAMBO HWAMWARI? (T-36)

Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

Mubvunzo: [Muratidze peji yekutanga.] Mungapindurawo sei mubvunzo uyu? Umambo hwaMwari chinhu chiri mumwoyo mako here? kutaura kwedimikira here? kana kuti ihurumende iri kudenga?

Rugwaro: Dha 2:44; Isa 9:6

Zvekutaura: Pepa iri rinotsanangura zvatichaitirwa neUmambo hwaMwari.

PEPA REKUKOKA VANHU KUCHIRANGARIDZO

Pepa Rekukoka Munhu kuChirangaridzo cha2017

Zvekutaura: Tiri kukoka vanhu kumusangano unokosha zvikuru. [Mupe pepa racho.] Musi wa11 April, mamiriyoni evanhu pasi rose achaungana kuti ayeuke rufu rwaJesu uye kuti anzwe hurukuro yeBhaibheri inotaura kuti rufu rwake runotibatsira sei. Pepa iri rinoratidza nguva nenzvimbo ichaitirwa musangano wacho. Tichafara kana mukauyawo.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe