July Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa July 2016 Mharidzo Dzekuenzanisira July 4-10 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 60-68 Rumbidza Jehovha, Munzwi Wemunyengetero KURARAMA KWECHIKRISTU Kusava Nezvinhu Zvakawanda Kunotibatsira Kuti Tirumbidze Mwari July 11-17 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 69-73 Vanhu vaJehovha Vanoshingaira Pakutsigira Kunamata Kwechokwadi KURARAMA KWECHIKRISTU Wadii Kumbozviedza Kwegore Rimwe Chete? KURARAMA KWECHIKRISTU Machati Ekuita Upiyona Hwenguva Dzose July 18-24 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 74-78 Yeuka Mabasa aJehovha July 25-31 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 79-86 Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?