January Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu January 2017 Mharidzo Dzekuenzanisira January 2-8 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 24-28 Jehovha Anochengeta Vanhu Vake January 9-15 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 29-33 “Mambo Achatonga Kuti Pave Nokururama” January 16-22 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 34-37 Jehovha Akabatsira Hezekiya Pamusana Pekutenda Kwake KURARAMA KWECHIKRISTU ‘Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi’ January 23-29 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 38-42 Jehovha Anopa Munhu Akaneta Simba KURARAMA KWECHIKRISTU Usakanganwa Kunyengeterera vaKristu Vari Kutambudzwa January 30–February 5 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 43-46 Jehovha ndiMwari Anoprofita Zvinhu Zvechokwadi