May Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu May 2017 Mharidzo Dzekuenzanisira May 1-7 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 32-34 Chiratidzo Chekuti vaIsraeri Vaizodzorerwa Kunyika Yavo May 8-14 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 35-38 Iva Neushingi Uye Mutsa Sezvakaitwa naEbhedhi-mereki KURARAMA KWECHIKRISTU Kuchengetedza Nzvimbo Dzatinonamatira May 15-21 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 39-43 Jehovha Achaitira Mumwe Nemumwe Zvinoenderana Nemabasa Ake KURARAMA KWECHIKRISTU Jehovha Haakanganwi Rudo Rwenyu May 22-28 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 44-48 Usaramba “Uchizvitsvakira Zvinhu Zvikuru” May 29-June 4 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 49-50 Jehovha Anokomborera Vanozvininipisa Uye Anoranga Vanozvikudza