October Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu October 2019 Mharidzo Dzekuenzanisira October 7-13 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JAKOBHO 3-5 Ratidza Uchenjeri Hunobva Kuna Mwari October 14-20 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 1 PETRO 1-2 “Munofanira Kuva Vatsvene” KURARAMA KWECHIKRISTU Jehovha Anoda Vanhu Vakachena October 21-27 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 1 PETRO 3-5 “Kuguma Kwezvinhu Zvese Kwava Pedyo” KURARAMA KWECHIKRISTU Kuvaitira Zvakanaka Nekuvaremekedza Kunoita Kuti Vade Chokwadi October 28–November 3 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 PETRO 1-3 “Ramba Uchifunga Nezvekuvapo Kwezuva raJehovha” KURARAMA KWECHIKRISTU Unokoshesa Shoko raMwari Zvakadii?