January Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa January 2020 Mharidzo Dzekuenzanisira January 6-12 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 1-2 Jehovha Anosika Upenyu Panyika KURARAMA KWECHIKRISTU Unogona Kutsanangura Zvaunotenda Here? January 13-19 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 3-5 Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga KURARAMA KWECHIKRISTU Kutanga Kukurukura Nevanhu Tichishandisa Maturakiti January 20-26 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 6-8 “Akaita Izvozvo Chaizvo” January 27–February 2 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 9-11 “Nyika Yese Yakanga Iine Mutauro Mumwe Chete” KURARAMA KWECHIKRISTU Iva Mushandi Ane Unyanzvi