September Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa September 2020 Mharidzo Dzekuenzanisira September 7-13 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 23-24 Usatevera Vanhu Vazhinji KURARAMA KWECHIKRISTU Usaparadzira Nhema September 14-20 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 25-26 Chinhu Chainyanya Kukosha muTebhenekeri September 21-27 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 27-28 Tinodzidzei Pane Zvaipfekwa Nemupristi? KURARAMA KWECHIKRISTU Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidza Padzimba Dzine Makamera Kana maIntercom September 28–October 4 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 29-30 Kupa Mupiro Kuna Jehovha KURARAMA KWECHIKRISTU Unogona Kupawo Nguva Nesimba Rako Here?