July Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, July-August 2021 July 5-11 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei? SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI Nzwira Vanhu Tsitsi July 12-18 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo? KURARAMA KWECHIKRISTU “Musambozvidya Mwoyo” July 19-25 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Mazano Ekutonga Nyaya Zvakarurama July 26–August 1 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Upenyu Hwemunhu Hunokosha Kuna Jehovha August 2-8 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nemhuka? SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI Taura Zvinobaya Mwoyo August 9-15 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevanhukadzi? KURARAMA KWECHIKRISTU Ona Vakadzi Vakuru Savanaamai, Vakadzi Vadiki Sehanzvadzi August 16-22 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri” KURARAMA KWECHIKRISTU Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Sei Rudo rwaMwari? August 23-29 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Tinogona Kushumira Jehovha KURARAMA KWECHIKRISTU Tinogona Kuva Neushingi August 30–September 5 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Zvatinodzidza Pamifananidzo Iri Murwiyo Rwakafemerwa SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira