May Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, May-June 2021 May 3-9 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura May 10-16 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Zadzisa Mhiko Dzako May 17-23 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Dzinga Vagari Vese Vemunyika Yacho” SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI Shandisa Mienzaniso Pakusimbisa Pfungwa Dzinokosha May 24-30 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Potera Kuna Jehovha KURARAMA KWECHIKRISTU Kurangwa Chiratidzo Chekuti Jehovha Anotida May 31–June 6 KUCHERA PFUMA MUSHOKO RAMWARI “Kutonga ndekwaMwari” KURARAMA KWECHIKRISTU Tava Kumapeto ‘Kwemazuva Ekupedzisira’ Saka Gara Wakagadzirira June 7-13 KURARAMA KWECHIKRISTU Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI Dzidzisa Nechido June 14-20 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha KURARAMA KWECHIKRISTU Ratidza Rudo Mumhuri June 21-27 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Usaroorerana Navo” June 28–July 4 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?” KURARAMA KWECHIKRISTU Ita Zvisarudzo Zvakanaka Panyaya Yekunwa Doro SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira