November Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, November-December 2021 November 1-7 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Jehovha Anogova Nyika Zvakanaka KURARAMA KWECHIKRISTU Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu November 8-14 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Zvatinodzidza Pakusanzwisisana Kwakamboitika November 15-21 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Joshua Anorayira Rudzi Rwacho Kekupedzisira November 22-28 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Ushingi hwaEhudhi Uye Kunyengedza Kwake SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI Bvuma Kubatsirwa naJehovha Kuburikidza Nekunyengetera KURARAMA KWECHIKRISTU Mazano Ekuti Misangano Yebasa Remumunda Ibatsire November 29–December 5, 2021 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Jehovha Anoshandisa Vakadzi Vaviri Kuti Anunure Vanhu Vake KURARAMA KWECHIKRISTU Hanzvadzi Dzingawedzera Sei Basa Radzinoitira Jehovha? December 6-12 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Enda Nesimba Rauinaro” KURARAMA KWECHIKRISTU Basa Rakaoma Chaizvo Rakaitwa Pachishandiswa Mweya Mutsvene December 13-19 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Zviri Nani Kuti Tizvininipise Pane Kuti Tizvikudze December 20-26 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Jefta—Murume Aida Mwari December 27, 2021–January 2, 2022 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Vabereki Vangadzidzei Pana Manoa Nemudzimai Wake? SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira