March Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, March-April 2022 March 7-13 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Kuzvikudza Kunoita Kuti Munhu Anyadziswe March 14-20 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Kuteerera Kunokunda Chibayiro March 21-27 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Kurwa ndekwaJehovha” KURARAMA KWECHIKRISTU Zvinhu Zvitatu Zvinotibatsira Kuti Tivimbe naJehovha March 28–April 3 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Ramba Uchizvininipisa Paunenge Uchibudirira SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kukurira Tsika Dzisina Kuchena April 4-10 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Zvaungaita Kuti Uve Shamwari Yakanaka KURARAMA KWECHIKRISTU Ndivanaani Vaunoshamwaridzana Navo paSocial Media? Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2022 April 18-24 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Mirira Jehovha KURARAMA KWECHIKRISTU Matambudziko Ese Ane Paanogumira April 25–May 1 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Unoita Zvinhu Usina Kufunga Here? SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kuti Vave Neushamwari Hwepedyo naJehovha SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira