May Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, May-June 2022 May 2-8 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Uchenjeri Hwakaratidzwa naDhavhidhi May 9-15 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Zvisimbise naJehovha Mwari Wako May 16-22 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Tinodzidzei Kubva Parwiyo Runonzi “Uta”? KURARAMA KWECHIKRISTU “Rudo . . . Harufariri Zvisina Kururama” KURARAMA KWECHIKRISTU “Rudo . . . Rune Tariro Pazvinhu Zvese” May 23-29 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Ramba Uchitya Kugumbura Jehovha KURARAMA KWECHIKRISTU Wagadzirira Here Zvekuita Kana Zvinhu Zvikangoerekana Zvisisina Kugadzikana Munyika? May 30–June 5 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Jehovha Anoita Sungano naDhavhidhi KURARAMA KWECHIKRISTU Taura Nezvezvinhu Zviri Kuitika Munyika Paunenge Uri Muushumiri June 6-12 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Dhavhidhi Akaratidza Rudo Rusingachinji June 13-19 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Usakurirwa Nezvido Zvakaipa KURARAMA KWECHIKRISTU Zvidzore June 20-26 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Kungozvifunga kwaAmnoni Kwakaunza Matambudziko KURARAMA KWECHIKRISTU Shandisa Bhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara! Kusimbisa Kutenda Muna Jehovha naJesu June 27–July 3 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Absaromu Akapanduka Nekuti Aizvikudza KURARAMA KWECHIKRISTU “Rudo . . . Haruzvitutumadzi” SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira