September Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, September-October 2022 September 5-11 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Rumbidza Jehovha Nekuti Ane Uchenjeri KURARAMA KWECHIKRISTU Tsvaga Mazano Anobatsira Muupenyu paJW.ORG September 12-18 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Sarudza Wekuroorana Naye Nekuchenjera PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Wanano Ndeyeupenyu Hwese September 19-25 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Nei Tichifanira Kugutsikana Uye Kuva Nemwero? KURARAMA KWECHIKRISTU Unokwanisa Kutsungirira Dambudziko Rekushaya Mari September 26–October 2 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Unoratidza Ushingi Sezvakaitwa naAsa Here? October 3-9 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Mucharamba Muine Mwoyo Miviri Kusvikira Riini?” October 10-16 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Tsvaga Kunyaradzwa naJehovha October 17-23 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Tevedzera Mashandisiro Anoita Jehovha Simba Rake October 24-30 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Muenzaniso Wakanaka Wekudzidzisa Vamwe Mabasa KURARAMA KWECHIKRISTU Zvinhu Zvinobatsira Zviri Mubhuku ‘raRarama Nekusingaperi Uchifara!’ October 31–November 6 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Simudza Mwanakomana Wako” KURARAMA KWECHIKRISTU Zvatingaita Takamirira Rumuko SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira