January Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, January-February 2023 January 2-8 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Nei Tichifanira Kuzvininipisa? January 9-15 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Ramba Uchiyeuka Kuti Nguva Yapera January 16-22 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Bhaibheri Rinotaura Zvinhu Chaizvo Zvakaitika KURARAMA KWECHIKRISTU Simbisa Kutenda Kwaunoita muShoko raMwari January 23-29 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Minyengetero Yangu Inoratidzei Nezvangu? KURARAMA KWECHIKRISTU Gadzirira Iye Zvino Kuitira Kana Ukazongoerekana Wamhanyiswa Kuchipatara January 30–February 5 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Jehovha Anogona Kukubatsira Kuita Mabasa Akaoma KURARAMA KWECHIKRISTU Jehovha Anotibatsira Kutsungirira Matambudziko February 6-12 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Simbisa Chido Chako Chekuita Kuda kwaMwari KURARAMA KWECHIKRISTU Tsvaga Mafungiro aMwari KURARAMA KWECHIKRISTU Ronga Zvaunoda Kuzoita Mumwaka weChirangaridzo February 13-19 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Kutevedzera Mirayiridzo Kunoita Kuti Ubudirire February 20-26 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Ramba Uchifara Kunyange Paunotadza Kuita Zvaunenge Uchida February 27–March 5 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Batsirai Vechidiki Kuti Vabudirire KURARAMA KWECHIKRISTU Shandisai Mazano eBhaibheri Kubatsira Vana Venyu Kuti Vabudirire SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira