May Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, May-June 2023 May 1-7 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Ona Vamwe Semaonerwo Avanoitwa naJehovha KURARAMA KWECHIKRISTU Zvione Semaonerwo Aunoitwa naJehovha May 8-14 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Tendai Muna Jehovha Mwari Wenyu” KURARAMA KWECHIKRISTU Wagadzirira Here Zvekuzoita Kana Zvinhu Zvisisina Kugadzikana Panyaya Dzeupfumi? May 15-21 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Jehovha Anokomborera Munhu Anoratidza Ushingi May 22-28 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI “Jehovha Anokwanisa Kukupai Zvakatowanda Kupfuura Ipapo” May 29–June 4 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Unogona Kushumira Jehovha Kunyange Kana Vabereki Vako Vasingamushumiri KURARAMA KWECHIKRISTU Jehovha ‘ndiBaba Venherera’” June 5-11 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Kuungana Nevamwe Kwakanaka June 12-18 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Simbisa Hama Dzako Zvinhu Pazvinenge Zvakaoma KURARAMA KWECHIKRISTU Ngwarira Vanhu Vakatsauka Pakutenda June 19-25 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Uri Kushandisa Zvaunenge Wadzidza muShoko raMwari Here? KURARAMA KWECHIKRISTU Uri Kuteerera Bhaibheri Rakarekodhwa Here? June 26–July 2 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Bvuma Kushandiswa naJehovha KURARAMA KWECHIKRISTU Wana Mufaro Unobva Pakutanga Kukurukura Nevanhu SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira