September Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa, September-October 2023 September 4-10 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Edza Kuva Nemwero saEsteri September 11-17 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvese Zvavanokwanisa September 18-24 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Muenzaniso Pakutaura Zvakanaka KURARAMA KWECHIKRISTU Vimba naJehovha Kana Paine Ari Kukushungurudza September 25–October 1 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake KURARAMA KWECHIKRISTU Vafudzi Vanoshanda Nesimba Kuti Vabatsire Vanhu vaJehovha October 2-8 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama KURARAMA KWECHIKRISTU Shandisa Peji Yekutanga yeJW.ORG Muushumiri October 9-15 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Ngwarira Mashoko Enhema October 16-22 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Paunoona Sekuti Hauchagoni Kutsungirira KURARAMA KWECHIKRISTU Jehovha Anoponesa Vaya Vakasuruvara October 23-29 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Rudo rwaMwari Rusingachinji Runotidzivirira Panhema dzaSatani KURARAMA KWECHIKRISTU Batsira Vanhu Vasingaiti Zvechitendero Kuti Vasvike Pakuziva Musiki Wavo October 30–November 5 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI Zvinhu Zvitatu Zvatingaita Kuti Tiwane Uchenjeri Uye Tibatsirwe Nahwo KURARAMA KWECHIKRISTU Vabereki Batsirai Vana Venyu Kuti Vashandise Zvavanodzidziswa naJehovha SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira