PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | NEHEMIYA 5-8
Nehemiya Aiva Mutariri Ainyatsogona Basa
Tishri 455 B.C.E.
Nehemiya anofanira kunge akaunganidza vanhu panguva iyi kuti vanamate Jehovha
Izvi zvakaita kuti vanhu vafare chaizvo
Vanababa vakaungana kuti vaone kuti vanganyatsotevedzera sei Mutemo waMwari
Vanhu vakagadzirira kupemberera Mutambo weMatumba