February Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa February 2016 Mharidzo Dzokuenzanisira February 1-7 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | NEHEMIYA 1-4 Nehemiya Aida Kunamata Kwechokwadi February 8-14 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | NEHEMIYA 5-8 Nehemiya Aiva Mutariri Ainyatsogona Basa February 15-21 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | NEHEMIYA 9-11 Vashumiri Vakatendeka Vanotsigira Urongwa Hwekunamata KURARAMA KWECHIKRISTU Uhwu Ndihwo Upenyu February 22-28 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | NEHEMIYA 12-13 Zvidzidzo Zviri Mubhuku raNehemiya KURARAMA KWECHIKRISTU Koka Munhu Wese Wemundima Yenyu kuChirangaridzo! February 29–March 6 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ESTERI 1-5 Esteri Akadzivirira Vanhu vaMwari