RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 February p. 4
  • Uhwu Ndihwo Upenyu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Uhwu Ndihwo Upenyu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Riini? (Chikamu 1)
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Riini?—Chikamu 2
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Kutsanangura Zvatinotenda Nezvegore ra1914
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2013
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 February p. 4

KURARAMA KWECHIKRISTU

Uhwu Ndihwo Upenyu

Vechiduku vari musangano vane mikana yekuita zvakawanda pakushumira Jehovha. Ona vhidhiyo inonzi Uhwu Ndihwo Upenyu kuti uone kuti ndezvipi zvakanaka zvakaitwa naCameron achiri mudiki. Chibva wapindura mibvunzo inotevera. (Enda pajw.org, pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA.)

Cameron achiratidza pamepu mafambiro anoita munhu kubva kuUnited States kuenda kuMalawi
  • Ibasa ripi raikosheswa naCameron kubva achiri muduku?

  • Akaita chisarudzo chekuwedzera ushumiri hwake riini uye akazviita sei?

  • Akagadzirira sei kunoshumira kune imwe nyika yaidiwa vaparidzi vakawanda?

    Cameron achiratidza mumwe mukadzi wekuMalawi rugwaro rweBhaibheri
  • Zvinhu zvipi zvakanga zvakaomera Cameron paaishumira kune imwe nyika?

  • Nei zvichigona kubatsira kuti tishumire Jehovha tiri munzvimbo kana kuti nharaunda yatisati tamboshanda?

  • Cameron akawana makomborero api?

    Zvapupu zvekuMalawi zvichitumira kwaziso
  • Nei kushumira Jehovha kuchiita kuti munhu anakidzwe neupenyu?

  • Ndeipi mimwe mikana inokwanisa kuwanikwa nevechiduku vari musangano raJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe