RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 February p. 4
  • February 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 February p. 4

February 20-26

ISAYA 58-62

  • Rwiyo 142 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zivisa Gore Rokufarirwa naJehovha”: (10 min.)

    • Isa 61:1, 2​—Jesu akazodzwa kuti ‘azivise gore rokufarirwa naJehovha’ (ip-2 322 ¶4)

    • Isa 61:3, 4​—Jehovha anoita kuti “miti mikuru yokururama” itsigire basa rake (ip-2 326-327 ¶13-15)

    • Isa 61:5, 6​—‘Vanhu vokune imwe nyika’ vanoshanda pamwe chete ‘nevapristi vaJehovha’ pabasa guru rokuparidza (w12 12/15 25 ¶5-6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 60:17​—Jehovha ari kuzadzisa sei vimbiso iyi mumazuva ano ekupedzisira? (w15 7/15 9-10 ¶14-17)

    • Isa 61:8, 9​—Chii chinonzi “sungano inogara nokusingagumi,” uye “vana” ndivanaani? (w07 1/15 11 ¶5)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 62:1-12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.1

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.1

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 16 ¶19​—Kana zvichiita, amai ngavadzidzise mwanasikana wavo mudiki.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 47

  • Shandisa Mavhidhiyo Muushumiri: (6 min.) Hurukuro. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Umambo hwaMwari Chii? Pazvinhu zvatichapa vanhu muna March naApril, kurudzirai vose kushandisa vhidhiyo iyi pavanoona munhu kekutanga kana kuti pavanodzokera.

  • “Usapambadza Mabhuku”: (9 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuendesa Mabhuku Anotsanangura Bhaibheri Kwakasiyana-siyana muCongo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 8 ¶14-18 uye mabhokisi akanzi “Kuita Kuti Basa Rokushandura Bhaibheri Rikurumidze Kufamba” uye “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 114 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe