RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 February p. 8
  • Batsirai Vana Venyu Kuti Vanyatsotenda Kuti Musiki Ariko

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Batsirai Vana Venyu Kuti Vanyatsotenda Kuti Musiki Ariko
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ONAI VHIDHIYO INONZI ZVINOTAURWA NEVEZERA RAKO​—KUTENDA KUTI MWARI ARIKO, MOZOKURUKURA MIBVUNZO INOTEVERA:
  • Ongorora Uchapupu Hwacho
    Mukai!—2021
  • Mamwe Mazano Ekubatsira Mhuri
    Mukai!—2018
  • Rubatsiro Ruripo
    Mukai!—2020
  • Vakakwanisa Kubvisa Rusaruro
    Mukai!—2020
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 February p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Batsirai Vana Venyu Kuti Vanyatsotenda Kuti Musiki Ariko

Zvinhu zvakasikwa zvinozivisa kubwinya kwaJehovha. (Pis 19:1-4; 139:14) Asi nyika yaDhiyabhorosi iri kusimudzira dzidziso dzinozvidza Mwari dzekuti hakuna Musiki. (VaR 1:18-25) Mungaita sei kuti dzidziso dzakadaro dzisadzika midzi mumwoyo yevana venyu? Vabatsirei kubva vachiri vadiki kuti vave nekutenda kwakasimba kwekuti Jehovha ariko uye kuti anovada. (2VaK 10:4, 5; VaE 6:16) Kurukurai navo kuti muzive zviri mumwoyo yavo maererano nezvavanodzidziswa kuchikoro, uye shandisai mabhuku nezvimwewo zvinobudiswa nesangano kuti munyatsovabatsira.​—Zvi 20:5; Jak 1:19.

Baba vari kudzidzisa vana vavo kuti kune Musiki; vana vari kudzidziswa nezveevolution mukirasi; Zvinotaurwa Nevezera Rako—Kutenda Kuti Mwari Ariko

ONAI VHIDHIYO INONZI ZVINOTAURWA NEVEZERA RAKO​—KUTENDA KUTI MWARI ARIKO, MOZOKURUKURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Inhema dzipi dzinowanzotaurwa nevanhu panyaya yekutenda muna Mwari?

  • Kuchikoro kwenyu munodzidziswa kuti kudii?

  • Chii chinoita kuti uti Jehovha ariko zvechokwadi?

  • Ungabatsira sei mumwe munhu kuona kuti Mwari ndiye akasika zvose?

ZVIMWE ZVEKUSHANDISA:

• Nyaya dziri paJW.ORG “Zvandinodzidza muBhaibheri” (Vane makore 3 zvichidzika)

• Vhidhiyo Iva Shamwari yaJehovha​—“Jehovha . . . Akasika Zvinhu Zvose”

• Nyaya dzemuMukai! “Zvakangoitika Zvega Here?”

• Mapepa Ezvandakaronga Kuita epaJW.ORG “Sei Ndichiti Mwari Ariko?”

• Nyaya dziri paJW.ORG “Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?” (zvikamu 4)

• Mavhidhiyo ari paJW Broadcasting “Maonero Evamwe Nezvekwakabva Upenyu”

• Vhidhiyo The Wonders of Creation Reveal God’s Glory

• Bhurocha Was Life Created?

• Bhuku Is There a Creator Who Cares About You?

Mhinduro 10 Dzemibvunzo Yevechiduku

Mhinduro 10 Dzemibvunzo Yevechiduku

Bhurocha iri rakanyorwa kuti rinyanye kubatsira Zvapupu zvechidiki zvinodzidziswa kuchikoro kuti zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka. Rinogonawo kupiwa vaya vanoda kuona umboo hwakadzama hwekuti Musiki ariko.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe